Sunday, September 22

Zvinorwadza Izvi Vane Hama Dzabva JOBURG TO HARARE Ne City Busy Pafiwa Zvekuti Nhai Mwari Driver Uyu Ndiye AurIsa Vanhu Nhasi Makuseni Check Nyaya Izere

Vanehama dzakakwira City bus yesterday from Joburg to Harare please tarisai hama. Panonzi hapana kumira musheVanehama dzakakwira City bus yesterday from Joburg to Harare please tarisai hama.

 

 

 

 

 

Panonzi hapana kumira mushePane adarika napo zvisina 5 minutes zvaitika ati this one city wat wat ranga richimhaya zvakaipa iye aripindira after police Richibvs ipapo ndipo paraita head on ne on coming bus

 

 

 

 

 

 

 

 

Uuuum vna ve Zimbabwe tapera muma road umo vna vasara dzave nherera chkwdi Tenzi tirwireiwo panguva yakaoma kudai

  • Share: