Gegedee kamuchacha/mai tt kuda kusungisa ginel nekuti aenda kunobvunza chikwereti chake ,che 2 years ,2000usa inonhongwa? Gara ipapo ginel toda kuona mupurisa anokusunga achiti kudi ,Stop abusing authorities iwe
kamuchacha...bhadhara vanhu Mari dzavo hezvo ,are you God?YaWasu mari hairove . Tokadzemura nemheni kakapetana shaya dzakaputirwa mapundu nepowder yebleach