Sunday, September 22

Greatman Adhakwa Zvake Nekambucha Oti Saka Imi Sir Wicknell Chivayo Makatozorambawo Kunditengera Mota Ochema Mukomana Kana Ka March Zvako Musadaro Zvakunzwisa Tsitsi

aaaaah gyz wanhu wepafacebook munebasa, pandatoona ichi ndatombodzokera kupage kwangu kuti asi ndakachinyora ndakadhakwa, dai muchizoeditor muchindikumbirirawo kaaa than kueditor muchitondinyimisa,

 

 

 

 

 

 

 

 

 

akagadzira ichi kana iri hono kana hadzi ayihwa yakanyanya ko kutozoona blue tick iripo wena ndozviramba ndichitiwo ipapa😁😁😁😁😁😁😁Ndiwe Greatman Music unenge warohwa hako ne Kambucha liteπŸ˜…πŸ˜…Hausiwe here Greatman pane ka feeling karikundiudza kuti ndiwe

 

 

 

 

 

 

 

 

πŸ₯΄πŸ₯΄πŸ₯΄πŸ₯΄πŸ₯΄πŸ₯΄πŸ₯΄Ndatoenda kunotsvaga Greatman Music ndikungoona 1 chete ine kaBlue tik Saka ndiwe iwewe wakanyora πŸ€£πŸ˜‚πŸ€£πŸ˜‚πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ€£πŸ˜‚πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚

  • Share: