Wednesday, September 25

News News

October 11, 2023

Lady Squander Vakambodya Nyika Kusvika Pakudyisa Mafans Tsoka But Kupera Kwavo Kochemedza

# vakambodya nyika but yakaramba kupera       Ndisquanda here or ndikunganisa kuona but ndikuita kunge namuziwa nema lips         Ndivo vekudyisa vamwe shoka here gore riye vachizviti vakakosha zvekusada kutaurwa sevan bustop         Queen haapere zvekudaro imm ndimi mungatopera ..chamofanirwa kuziva munhu akazvara body yake inochina ..Kuita diki or kutowedzera kusimba 🀫

October 11, 2023

Sviden Ave akungopiwa Zvinhu Kubva Paakapiwa Na Olinda Iyezvino Atengerwa Grocery Ne Fridge

Team diaspora munodadisa.Mummy vedu Svidhy vakatumirwa grocery re3000rands plus fridge yamunzira😊.         Mummy Svidhy mubve matiratidza grocery rese tizoita tese bhajeti semhuri nekuti grocery re3000 rakawandisa zvekuti rinofanirwa kudhonza gore           richiripo zvinhu zvaoma haisisiri nguva yekungodya kunge benzi.🀣🀣🀣🀣🀣3000 hayichazadzi trolley even mushoprite but well done diaspora

October 11, 2023

Beatrice Mtetwa Demonstrating Ega Mushure Mekunge All CCC Mps Adzingwa Muparamente

Gweta rinorwira kodzero dzevanhu Amai Beatrice Mtetwa voratidzira Vega           muHarare nedanho rekudzingwa kwenhengo dzeCCC gumi neshanu mudare reparamende.         Zimbabweans you complain bit you are seating kudzimba dzemyu Vamwe Vachirwira Nyika vega

October 10, 2023

Oscar Pambuka sentenced to 6 years in jail over US$12,000 fraud case

Former Zimbabwe Broadcasting Corporation (ZBC) news anchor Oscar Pambuka has been sentenced to six years in jail for fraud involving US$12 650. In 2018, Pambuka and former Zanu PF Highfield MP Psychology Maziwisa were convicted on charges of defrauding the Zimbabwe Power Company of US$12 650 and each sentenced to six years and five months in prison. The rest of the term was suspended and they were supposed to serve 30 months. However the two were not happy with the decision and decided to appeal to the High Court against both conviction and sentence. When the matter was struck off the roll in September last year, the two were supposed to hand themselves over to jail but did not. Pambuka was then convicted in another case of fraud on Wednesday and subsequently remanded i

October 08, 2023

Ku ZBC Kwafanba Mweya We Zemo Rembwa Pahwahwa Vakukumbirana Kudyiwa Zviweti Blowjobhu Pabasa

ZBC kwaita mweya wezemo rembwa pahwahwa, vakadzi vanzwa ne kukumbirwa bota pamwe nebhulo job. πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Sex scandals at ZBC ...Chiiko chirikuitika?       Someone in a group that I am in ,posed these interesting questions that we can discuss .     Hanzi vakadzi havachanyengwi here kumabasa uko ?     Are we approaching an era where man may have to be "banned" from offices and work from home.Is the solution to male sexual predators the more active promotion of women in positions of power?Are we headed to a more gay work place ?       Is someone perpetrating an aggressive management change strategy at ZBC to remove the "males" and replace them with their own minions and &qu

October 08, 2023

Zimbabweans Musada Kutsvaga Mbiri Nemari Nemunhu Arikurwara Silent Killer

Yuuuu  Ndimi maakutopenga imi. Musade kutsvaga mbiri nemunhu ari kurwara. Kwanai mhani maakutibhowa            Where is empathy and compassion? Kuda mari chete bastet             nguva yaMwari inoti kana yakwana, zvinoita zvega, mukomana oputika zvisina kana effort         ngwere, Silent Killer Angel of War Kuf Dem Records

October 08, 2023

Tari Na Martin Voita Zvinonyadzisa Kufamba Vakabatana Magaro Zvisina Kuzofadza Mafans Matadza Kuitira Kubedroom Kwenyu Here

Garo raunongobata mumba everyday ndoraungabva waita kufonyora paruzhinji karume aka kakutongoraramira malikes         Pekugara chaipo panonziwo penyu hamutorina basa kungoswera muchimbeya mumaraini muchimbanyana magaro.Baba naMai zvese kushaya kana fokasi nelife           zvachose chavo chavachasiira vana panyika zvimaskit zvekuTiktok.Sorry katatu vana venyu ndaona vadzvova nhamo kuti dzvooo chaiko.

October 08, 2023

Cat Family Kuwundura Ketina Endai Unobviswa Ngozi Kwasekuru Tashu Wosiyana NaMaitt Nesu Mahouse Girl

Ketina "Veduwee inzwai chirungu Zviri kunzi abhandara Rashel mari yake $10 000 saka nyaya yadzimwa kudare. Apa arimo mukati achisevha mwedzi yake yaakapihwa iya mahouse girl akatsibonga dzikamai πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ #jerigirlpaid           Akadya mari dzevanhu saka atori ne lucky hasikupenga ma zimba anemoyo yakanaka ingadai kurikunedzimwe nyika akaroyiwa was πŸ˜•           Cat Family  attacking  Iwewe ketty unotondishamisa endai nê mhuri yekumba kwenyu kwasekuru tasvu unobviswa ngozi dzaminadzo dzekumusha kwenyu wapedza mura anokurwadza chaiko mubonzo muskelaton kwaaaaaa         Dzekumba kwenyu tsveee ,Dai waregedza bitterness unoita peace and LV your o

October 08, 2023

Jeri Plus Kudzora Mari Cat Family Contributed 10 000usd For Maitt Voti Jeri SolvedcMy Problems

Ndozvaifanira kuita cat family Mai vasati vaenda ku Jeri but vaikurudzira zvisina basa vachingoti go mura go         Jeri kuna felly solved her problems coz vanhu vaakakwereta vaimupa pressure vasisamupe mukana wekutsvaga mari dzacho also vanhu manga moona           semunhu anonyepa kut ndirikutsvaga mari dzenyu but now akupota achitsvaga ari parinane asingatye kurohwa nekuuraiwa nemi vanhu moti aida hre kupinda muzvikwereti zviya zvoseImagine she is in Jail but managed to pay.         Thanks to the kittens who helped. Uzaphuma kuphelaπŸ˜†πŸ˜†πŸ˜†Jeri plus kudzorera mari

October 08, 2023

Cat Family Madofo Maitt Havana Kuburitswa She Just Paid 10 00usd Ya Racheal And Still Serving 9months

Congratulations Rachel wapihwa Mari yako tavapa Next case number 4 kana musina ku engager lawyer kuti           akupushirei date musazoti Court ine chizivano maya unozoshamisika wakudeidzwa gore rinouya chairo wanai justice pamari dzenyu           She paid the 10k debt yaRachel so charges were dropped but will still serve the 9 months sentence .       Nzwisisai chirungu

126 127 128 129 130