Wednesday, September 25

News News

October 13, 2023

Dj Olla Fans Complaining Ngaaite Seakaita Chikoro Che Journalism Hazvina Hunhu Zvaanaoita

DJ Olla 7 needs to work on his journalist eticate    Muma interviews avo vakambo:       1. Bvunza Madam Boss kuti ichokwadi here kuti vakadya chibereko chavo       2. Mai Batsi akavabvunza ichokwadi here vanorara nemwana komana wavo nekuti vakahurira murume       3. Mabvunziro aita Saint Flow zvema drugs aive nekumdzikisira kunge kunyomba like         4. Nhasi angato poster zvaGarry Mapanzure kuFacebook kwake though azo deleter         Show the difference between you as a professional journalist and the general public   Let's maintain ethics be sensitive than prioritize on sensational gossip

October 13, 2023

Hopewell Chin'ono Oti Varume Vemu Zimbabwe Basa Kupopota Pa Facebook Nekuterera Ana Maitt Muchisiya Mukadzi Achi Demonstrate Ega

Varume vepano basa inoise paFacebook nekutukana, kukundwa naMai Mtetwa.       Magwara, vamwe vanotohwanda behind fake names, shumbadzemu book🀣🀣🀣ko zvakaipeu kukundwa nemukadzi hanty munhu here?         chiii chakaipa mukoma Hopewell Chin'ono apa remember she a human rights lawyer, its good for her to lead us         Seems you naMai Mtetwa have the profiles to lead us,we can't all lead,mungati ndatuka here ndikati batanai nawo,motidaidzawo tofamba pakati penyu,imi pamberi Mai Mtetwa kumashure kweduπŸ‡ΏπŸ‡ΌVarume rudzii vanoteverera ana maiTt??       Murume rudzii anoti, "ini handiite zvepolitics"?? Unoitei saka??     &nb

October 13, 2023

Teacher Edmond Mutetwa Kufamba Achigera Vana Vezvikoro Kumamisha Vhudzi

Murairidzi wecricket - Edmond Mutetwa - ari kufambira mberi nechirongwa chake chekurairidza mutambo uyu pachena muzvikoro zvekumaruwa.       Apedza, ari kubva agera vana vechikoro vhudzi pachena.Well done for remembering the rural child. We applaud your efforts. Kugera vana mapedza ma sports coach vamwe vanenge vasina mari dzacho dzekunogerwa matoita basaπŸ‘πŸ‘           Saka tichiti ngavambomire zvekupanana dzimotokari vavandudze zvikoro nemakiriniki bt havadi nxaaaa mhani...kubudirira kwenyika kunoeka nekuva neproper institutes for education proper hospitals and clinics and clean           water then electricity vakagona izvi vanozokundikana nei kuisa mamalls in rural areas

October 13, 2023

Garry Mapanzure Never Trend Arimupenyu Asi Afa Vese Macelebrity Vavekuposta Kuita Kufarira Rufu

The guy never trend when he was alive. All these celebrities and socialites never posted his albums , projects etc.         Yesterday paakaita accident its like people couldnt wait to posts their RIP ( misodzi yegarwe). Vanochenesa vakafa vachisvibisa vapenyu.         Nhasi kuma pages enyu chipata pata. RIP Gary         He was popular to those who knew him and loved his music .... if you never came across him or his music doesn't mean he wasn't loved by others

October 13, 2023

Tinashe Mutarisi Manga Musingaposte Garry Arimupenyu Asi Afa Mave Kumuda Fans Not Happy

Chokwadi chataurwa hacho nemusikana uyu asi kungoti 😬😬😬😬         Vanhu ava havasimudzirane vanozosimudzirana munhu afa nxaaa dai vaisimudzirana dai tichimuziva kuma page avo if u cant post munhu kupage ari mupenyu why posting afa         Ndochokwadi this pple ndivo vanema platform mahombe isu tinovatevera but havasimudzire vamwe vadiki now makuita ma condolences isu ma followers tinovhunduka kaa kuti ndiyaniIf he knows he is right why did he block me.           i wasn't attacking him just amazed how this artist has become so popular after his demise. Honestly I didn't hear about him whilst he lived

October 13, 2023

81 Years Gospel legend Mechanic Manyeruke Announced He Will Be Retiring 51 Years Achiimba

On Monday, 81-year-old Gospel legend Mechanic Manyeruke announced that he           will be retiring from music after an illustrious career spanning over 50 years.           “I am a farmer, I will not be just sitting in Chiwundura where my farm is, doing nothing. God has kept me strong. I am not retiring for good.”

October 13, 2023

Zvinoyera Zvinotyisa Zvobuda Izvo Chitunha Cha Juliet Kadungure Chiri Kuchema Mweya Washaya Zororo

Mmmmm boys mune proof here? Please let's be considerate, her family is grieving πŸ™         Juliet Kadungure hanzi chitunha chake chiri kuchema.Hanzi chirikuti ndakafirei. Imhosva here kutadza kuita all white birthday party.         Hanzi arikuchema nekudikitira akaramba kupgeka hembe yavakaendesa.Uhhh amanak           Musarombe munokuvadzisa mhuri isina mhosva

October 13, 2023

Enzol Ishal Oti Garry Mapanzure Ndokuona Manje Manje Kudenga Kuti Ave Kufawo Here

Vana Enzo makuisa maChats a2021 kuda kunzi marwadziwa we are in 2023 its sad 😒 better wadzura hako post ita zvekubaby sitter kamukadzi kako nemwana siya vanochema       vanyaradzweHanty akarombeswa na passion paye remember akambosiya music ekati it's his secret zvaari ku regreta......so he knows nguva yake kuti iriko riini.........Munhu ane 79years anofa mobva mati gone too soon now         maakuda ku measure soon yake kunge 2months, ipapo paachaenda ipapo ndoo soon yake. Some say good nyt by the wayHe is right koimm pamunoimba ky Church kuti gare gare tichauyq ikoko         munenge murikutiii ?? Soon and gare gare zvakangofanna 😁😁😁 chero dzikaita 80 its still soonkuzviitisa uko

October 13, 2023

Freeman Odya Marasha Musataure Zvamusingazive Ndaiposta Garry Mapanzure Hazi Problem Yangu Manga Musina Data

But angopindura panyaya dzakadai but pakataurwa zvembolisi yake haataure           But ari kutaura chokwadi mnhu uyo vanhu vangada kuzoposta mnhu afa haaa seis         Freeman akaposta mapics ayo kudharaa asi was bt nyaya yekut vamwe kuda kungonz vataura info vasina

October 12, 2023

Zvashamisa Nyika yese Kuti Gemma Aidyanana Bota Na Nutty O

Zvobuda Izvo Kuti Gemma Aidyanana Bota Na Nutty O       Kkkkk Saka mukut mafana aidya gogo here age z jx a number koz makore afamba ka apo uyo mupfanha achir chanaπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ€£πŸ€£πŸ€£         zvandinoverengeswa panoo ndichandatadza kuona denga zvokwadi😭😭    

124 125 126 127 128