Wednesday, September 25

News News

October 12, 2023

Seh Calaz Voganza Ndaka Setter Pace Kuvapfanha Vanhu Enzol And Holy Nema Ma Upcoming Artist

Influencing the influencers that’s the influence ne zodzo riri pana Tawanda ,ndochibhanditi chacho #Impact         I came ,I Saw ,I Conquered.Munhu wese ane role yake in life ,i dd my part ,I changed the Game ,I left footprints.       Ndini mumwe wevaya vanoita nemoyo wese kana vafunga kuita and when the environment allows.Ita nemoyo ,the future is bright Pakutoda mabhingoo #siyaitawandaaende#Takaipfuura#AmbManyama         Ayehwa mgadzirira vana ramangwana Boss Yala cz zita mkagadzira kdhara now mkuitira vna Shalom

October 12, 2023

Mwana Wembinga Ashely Musendekwa Aidzidza Pa St George’s Ofa Muharare Ne Car Accident Zvarwadza

Rufu ndimadzongonyedze runorwadza vasara zorora murugare Ashley        In a rather tragic development, a student from St George’s College in Harare died on Wednesday evening in a tragic car accident   The student who was the deputy head boy of St George’s College and an Upper Sixth pupil at the school was reportedly involved in a tragic car accident after the vehicle he was driving collided head-on with a Koala Park Abattoir truck.       St George’s College Student Dies in a Car Accident       According to H-Metro, the horrific accident happened along Harare Drive in Mt PleasantReports suggest that Ashley may have been involved in a reckless driving incident, rac

October 12, 2023

Vakanga Vatoudzwa Zverufu Zvinoshamisa Zvinotyisa Prophet Mellontik Reveals How Nelia Kadungure Blueticked His Message

The founder and leader of Christ Lead Redemption Ministries International church Prophet Mellontik Orasi shared this startling development after the death of Nelia Kadungure’s sister Juliet.       Prophet Mellontik Reveals How Nelia Kadungure Blueticked His Message         Taking to his Facebook account, after Nelia’s sister Juliet’s tragic death, Prophet Mellontik Orasi shared screenshots of prophecies he had made back on the 17th of May.       One of these prophecies warned about a cross-border bus accident involving Zimbabwean nationals, predicting the loss of nearly 30 lives         “A cross boarder bus disaster carrying Zimbabwe national t

October 12, 2023

Zimbabweans Hatife Takakwira Trip Trans Ne Tamuka Coaches Ma Cross Boarder Mauraisa Mhuri Dzakawanda Nekumhanyisa Mabhazi

Madriver ema crossborder pliz kumhanya sandi kusvika veduwee zvamuchatiuraya tese.         Uchidriver kudaro chimbozviudza wega kt vanhu varimuno varikutarisirwa kt vasvike kumba,zviudze kt mubhazi imomo mune vamwe vakasiirwa nherera dzavari kuchengeta zvino ukamhanyisa bhazi ukadonhedza bhazi unoda kt nherera dziya dzionekwe nani...         Koshesai hupenyu hwevanhu veduwee,vazhinji vakaremadzwa nemabhazi zvekt havachagoni kushandira mhuri dzavo... Uriwe driver unonzwa sei uchiona video yamai vaya vachioneka murume wavo       Nemadriver ekwa Tamuka Coaches pliz musamhanyise bhazi chatinoda kusvika zvekumanya kwamunenge muchiita munozviitireiRokari kune Inter Africa neStallion Cruiser chinyarar

October 12, 2023

Kadungure Family Asking For Privacy Voti Musa Share Video Remunhu Akafa Paaitaura Mazimbabwean Muchazvisimudzira Mhepo Nekuda Kunzi Munenyaya Ivai Nemoyo

Nelia, Carlos and Other Kadungure family members on their way to get Julie’s body in Malawi were the accident occurred.         NB: Guys can we try not to post the video of her before she passed away, it’s too sensitive and family asking for privacy for the mean time.        Sending prayers to everyone who lost their loved ones on the accident.

October 12, 2023

Anderson Kadungure Baba Va Ginimbi Votaura Why Us Nguva Dzose Pandanzwa Rufu Rwemwana Wangu Ndarwadziwa And Domboshawa Yobvunza

FIRST it was Ginimbi — a car accident which took his life in November three years ago.         Now, it’s his sister Julie — a bus accident took her life on Tuesday.         She was one of the passengers killed when a Trip Trans bus, travelling from Malawi to Zimbabwe, was involved in an accident.         Now, those close to their father, Anderson Kadungure, are now asking — WHY ALWAYS US?Details Emerge - Anderson Kadungure Recounts A Trip Trans Bus Accident Took His Daughter's Life!       Anderson Kadungure recounted the moment he received the devastating news, saying, "I was attending a funeral at my mother's village when

October 11, 2023

Mhuri Yekwa Kadungure Nelia Atosara Ega Ngainamatire Mweya Wema Accident Nerufu Amai 2 Brothers And Now Juliet

Nhy veduweka what's going on in this family?.Apa Ginimbi akaitawo accident gore ropera saizvezvi _ zvino         Nelia osara ega here nhyveduweVatopera mufunge kwagosara Neria imi zvinotyisa zveupenyu         This is not nice, a pattern of accidents they need to pray against thatYesterday was Ginimbi birthday... Ma1... Even usingade kufungira zvakaipa unopedzisira wakuti 1+1=11           Nematambudziko a Juliet Kadungure,Ginimbi's Sis...hanzi aita Accident ku Mozambique 😞So sad apa birthday raboss G raiveko nezuro same day rafa sis.creepy hey. Mweya we MA accident wapedza mhuri iyi

October 11, 2023

It's Sad Video Ra Juliet Kadungure Achitaura 5 Minutes Asati Afa Baba D Ndave Kufa Her Last Words

ts really sad kani aftr watchn her ved achit baba D ndaakufa kani ndatoita disturbed😭         Haa zvarwadza veduwe her last words💔💔💔💔 haa kudadirana kutongozvinetsawo guys mmm💔           Tsitsi Charamba Muronda yes it's a video someone I know waanohodha naye sent me earlier. Haingazoiswa hayo pano because haiskuita💔

October 11, 2023

Ginimbi Sister Juliet Kadungure Ofa Zvinorwadza Musi We Birthday Ra Ginimbi

Tragic Loss: Ginimbi’s Sister, Juliet, Killed in Accident       In a heart-wrenching turn of events, Juliet Kadungure, the sister of the late Genius “Ginimbi” Kadungure, is reported to have died. This devastating incident comes as a shock to many, leaving unanswered questions in its wake.         Details of the Tragedy       Juliet Kadungure’s life was cut short in an accident that occurred on her journey back from Tanzania. The circumstances surrounding the accident remain shrouded in mystery, with limited information available at this time. What makes this even more haunting is that the accident seems to have happened either on or just after Ginimbi’s birthday, which was

October 11, 2023

Nelia Kadungure Onzi Afambire Mhuru Mhiko Dzirikuda Kusiya Dzaparadza Vese Zvinotyisa Zvinoshamisa

Nelia fambirai mhuri nedzinza renyu gore Rega Rega apashaye anoda why???pane ghost rakambozvitaura pano ukasazviisa mumusoro hako imbofambirai mhuri yenyu nehama           dzekwakadungure otherwise unotera ukasazvifambira🙏🙏ukada kuzvitarisa mese mukungofa NEMA accident last year makaviga vekwa bamukuru venyuI think pane akuvapedza       Hake and munhu iyeyee u might find kut haana kana chinhu angori ne gona rapedza vanhuHazvisiwo here zvisina kunyatsojeka ku mhuri yekwa Kadungure uko.         Before Ginimbi Afa, amai ne mfana vake vakaenda akateverana, iye achizofawo ne accident, 3yrs later, sisi vaenda on his birthday ne accident zvakare. Imhuri yatopera iyi and Nelia anofanirwa

125 126 127 128 129