Unity k tarasikirwa nakuzivakwashe fenyere akashaikira Durban
Maswera seiko mhuri ye Zimbabwe mai ava vari ku Capetown. Vangoti vachidzika train nhsi makuseni kwakutotanga kurasika njere pa heathfield train station kunzvimbo ye Capetown so guys kana pane vanovaziva or hama dzawo please ngavaende pa heathfied police station ku Capetown ne mapurisa azodaidzwa ange avepo . Va trya kuvavhunza zita varikungoti Capetown so please mapurisa arikutsvaga hama dza mama ava. Varikungotaura zvekuti varikuda kuuraiwa nama makandiwa chete. Please guys share this muma groups
So far pavanhu vabatsira vana Nyathi nekushanda navo, Vecco Lupa naNakiso Borehole Drilling ndovaita zvinhu zvine rudo rwakaperera and vari authentic. Kazhinji kacho unotombokanganwa kuti vari pabasa vanaNyathi. Nakiso went all out and made sure they were treated like royalty apa naVecco nhasi vatori kumafuramhepo zvavo living their best lives kwete zvekwaUndertaker kuswerokwamiswa 'munhu wese kuDubai, munhu wese kuDubai' chabuda dololo, kushandisirwa t shirt yemuto wenyemba kunge vanhu vanotamba paroad show vaya. Zvinogumbura mhoti. 🙄🙄Tumiliyoni ari selfish.Moreboys Munetsi ndomira navo baba ava ndiye akatanga kuenda kuMpumalanga akavabudisa mumukuku akati acharamba achivashambadza kunevanoda kuitirwa basa, iye a
AMAI AVA UMM HAVANA MOYO MUCUNGE CHOKWADI ARI MWANA WANGU NDOVAENDERA KU JERI MWANA UYU ANOZIVEI NHAI UMM NDARWADZIWA MUFUNGE MUROYI WEMUNHUUmmmm am sure munhu uyu haasiye mai vemwana coz iiiiiii haana moyo wekubereka shem. Ndivo vanhu vanorasa vana avaaaAaahhh amai ava vanoda kusungwa at this age shuwa kurova mwana ne danda, this is so cold. Ko kusanyara kutora video. Vamwe varikurara musango kunamata kukumbira vana imi mukurova. On another note mwana ndewenyu here uyu mune hutsinye imi
Mabrijo oti mbinga dzakatadza kutoresa ana Nyathi ma passport Moreboys not happy with that statement full story
Uyo anonzi selmor ane drama it's like kana pasina daisy ahana songIni kubva day 1 kasikana aka andina kubvira ndakachenesa hangu. Ipapa atobuditsa kambo ne pfungwa yekuti ndiitewo hit song for the first time😂😂😂maZimba haasi kumaziva kuti vanoshanduka serwaivhiSong akanyora kare, aimirira mukana nenguva kuti azozvibudisa...ibundu ranga riri mumoyo kwenguva refuShe enjoyed the public pity now she’s trying to ride on the wave of which yakupera wave yacho ,dai akatanga song zvaibva zvamaker sense
Eight ( 8 ) killed in Accident on the N2, near Mandeni; KZN Truck and School taxi involved.Oh no when you are busy making lunch for your kid yet you dont knoe he is lying dead on the road💔 This is so sadBurying your own child people it's so painful I know the pain 😭💔 Devastating!
Unpopular opinion... I think wazodeepisa apa. Zvanga zvisingazodi kusvika apa. Wabva wazadzisa mashoko amhamha ekuti "une drama..." You spoke once, we heard twice, tikatonzwisisa, tikaziva kuti aiva ma1. Iyi yava noise.....and its not necessaryBut I don't think this is really necessary especially to a popular family like this. I really understand the experience but guys don't shout too much.you are giving the enemy strong platform to attack.Please stop the fight.Rather move away and lead your life in peace