Tuesday, October 15

Ma Zimbabweans Ojamukira Nyathi Family Moreboys Akakubatsirai

 

 

So far pavanhu vabatsira vana Nyathi nekushanda navo, Vecco Lupa naNakiso Borehole Drilling ndovaita zvinhu zvine rudo rwakaperera and vari authentic. Kazhinji kacho unotombokanganwa kuti vari pabasa vanaNyathi. Nakiso went all out and made sure they were treated like royalty apa naVecco nhasi vatori kumafuramhepo zvavo living their best lives kwete zvekwaUndertaker kuswerokwamiswa 'munhu wese kuDubai, munhu wese kuDubai' chabuda dololo, kushandisirwa t shirt yemuto

 

 

 

 

wenyemba kunge vanhu vanotamba paroad show vaya. Zvinogumbura mhoti. 🙄🙄Tumiliyoni ari selfish.Moreboys Munetsi ndomira navo baba ava ndiye akatanga kuenda kuMpumalanga akavabudisa mumukuku akati acharamba achivashambadza kunevanoda kuitirwa basa, iye akasakura pake pekutoti vaite mbiri iyoyo yavanayo, saka chakanaka chaakaita ngachitendwe n mazimba toda kuxiva zvese zvinenge zvichiitirwa vanhu😏Mkoma undertaker good munhu 🙏Naiko kamukadzi kako kachiti

 

 

 

 

 

tukumbo kunge migoti yechikokiyana tsuranayi nekambudzi kawunoti mukadzi ako ,muri.nyoka vana imimi humble Yekuda kuwana kudya zvemahara dayi mukarombeswa one day chawuri kuliker ipapo chii Moreboys achitukwa muchiti kusvipa sevaroyi.mukadzi.nemurume mandibhowa ,humble my foot kuda kuwana kudya zvemahara

  • Share: