Saturday, November 23

Amai Kudaro Mwana

AMAI AVA UMM HAVANA MOYO MUCUNGE CHOKWADI ARI MWANA WANGU NDOVAENDERA KU JERI MWANA UYU ANOZIVEI NHAI UMM NDARWADZIWA MUFUNGE MUROYI WEMUNHUUmmmm am sure munhu uyu haasiye mai vemwana coz iiiiiii haana moyo wekubereka shem. Ndivo vanhu vanorasa vana avaaaAaahhh

 

 

 

amai ava vanoda kusungwa at this age shuwa kurova mwana ne danda, this is so cold. Ko kusanyara kutora video. Vamwe varikurara musango kunamata kukumbira vana imi mukurova. On another note mwana ndewenyu here uyu mune hutsinye imi

  • Share: