Friday, October 18

Daisy Mtukudzi Otaura Kasikana Aka Kane Drama

Uyo anonzi selmor ane drama it's like kana pasina daisy ahana songIni kubva day 1 kasikana aka andina kubvira ndakachenesa hangu. Ipapa atobuditsa

 

 

 

 

kambo ne pfungwa yekuti ndiitewo hit song for the first time😂😂😂maZimba haasi kumaziva kuti vanoshanduka serwaivhiSong akanyora kare, aimirira

 

 

 

 

 

mukana nenguva kuti azozvibudisa...ibundu ranga riri mumoyo kwenguva refuShe enjoyed the public pity now she’s trying to ride on the wave of which yakupera wave yacho ,dai akatanga song zvaibva zvamaker sense

  • Share: