Tuesday, October 15

Munhu Wekuziva Vangotanga Kupenga Ku Capetown Uko

Maswera seiko mhuri ye Zimbabwe mai ava vari ku Capetown. Vangoti vachidzika train nhsi makuseni kwakutotanga kurasika njere pa heathfield train station kunzvimbo ye Capetown so guys kana pane

 

 

 

 

vanovaziva or hama dzawo please ngavaende pa heathfied police station ku Capetown ne mapurisa azodaidzwa ange avepo . Va trya kuvavhunza zita varikungoti Capetown so please mapurisa arikutsvaga hama dza mama ava. Varikungotaura zvekuti varikuda kuuraiwa nama makandiwa chete. Please guys share this muma groups 

  • Share: