Thursday, September 19

Vakomana Vafa Nekurohwa Ne CID

Team iro rabatwa riri busy breaking into maShops ari around Magaba, Mbare. Wakatarisa maFace avo u can see kuti vakomana havasi kufara.

  • Share: