Tuesday, September 24

Zimbabweans Vakunwa Donkey Milk Kurapa Zvirwere Zvepabonde Wonzi Mushonga Unorapa Zvakawanda

Dai maiziva inorapa ,diabetes 2, eczema,proarisis , great for health hair ,skin the list is endless ,inflammation

 Italy and Chinese use donkey milk in lot's of their dishes kikikikiki makatodya

 

 

 

 

imi kuzoti products anogadzirwa nawo kikikikiki muchadzidza henyu Ndofunga vakanzwa song yabaHarare yekuti dhongi vakafunga kuti tinoda zvemadhongi sterek.

 

 

 

 

 

Kupi ko manje manje uchanzwa zvakunzi mukaka we dhongi unorapa Aids haaa vazukuru vanehanda wava shaya here, makambozviita pazvihuta waniiwe kana usingadi mukaka we dongi rega mamwe mashona adye.

 

 

 

 

 

ko hinga mukaka wemunhu munodya asi munhu wacho hamudye? maZimba hapana chamunotenda saka

  • Share: