😂😂🤣🤣Tangai matarisa zvamakapfeka musati mabuda mumba Post yadzugwa faster faster kunga disc rePono raPleya by mistake mune vanyarikani😅😅🤭🤭🙌🙌🙌Zviweti zvenyu hazvidi kushaishirwa, zvinongobuda, musina kufungira😂😂😂😂Kumwe kupfekasoo Haa masocialites esu anoda grooming.. Jackie ngarande and pokello shd do maworkshop e etique.. how can a full ass grown woman Buda panze akapfeka hembe dzekugym and pose for a foto Ndamunyarira kunge ndini did they check before sending pa social media zvinhu zvacho kachuru Ako nekuonda kakungooneka kuti kasara kabhonzo
Mazepe Ofumura Ketina Na Sekuru N"anga Vofumura Ketina Ndakachengeta Choya Chake Akauya Achida Ndibvise Zvaakaromba Zvidhoma Akatadza Kubhadhara Mari Zvese Zvaitika Mushure Mekunge Aita Makorokoto To Mecky Congratulations sis mecky mamoyo wangu welcome to uk Mai mazowe welldone maratidza rudo,mazepe is admitted in capetown as we speak she is In ICU get well soon mazepinax dzungu akusikungwara 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 buda mucomma mazepe mecky wapinda
Kiki Mapanzure ukutsvaga kuti tikutuke wanzwa create content kwete zvaurikuita izvi munhu wa 94 ane drama chiiko ? Zvawakadzidza wani👂😂😂😂chakandwa chira ndachizviziva hangu kti soon soon atete kikky varikutukwa cheteVese varikuty hee siyai munhu acheme makamboona here zvinopostwa Ku Instagram ukoo 🙌🙌🙌🙌ayiwa nesuwo takafirwao zuro but ii zvaa kiristabhero Mapanzure I give up ayiwa fanike story ayikandi bhilivhiHaa ini andinga mboudzirwe ku healer kwangu ne vanhu kuudzwa kunzi zvitambire imi ka kufirwa ne munhu wemu family amuskukuziva
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 1 mbavha inodiwa zvisingaite🤣😅😅 ka song kaya kekuti birwai kakaimbwa nani nhai ndimboka downloader🤣🤣 Munhu aikupai pressure nekukunyeperai akabira vanhu hobho vanhu vari kuchema naye munhu uyu and vamwe vakatonyura zvachose vamwe vakato broker for ever okumbira Mari momupa futi mmmmm hamenoKakangwara kanoba zvakahwanda ipapa kana kabuda muchanzwa zvonzi ngatibisei futi yekuti vawane pekutangira 🤣🤣🤣 muchadyiwa henyu Mari kusvika Mati koso imi vari UK hama dzenyu matopedza here kuchengeta kwanai imi Aikaka ndafunga kuti Group ndere vanhu vakabirwa mari namai tt izvo nderekutoda imwe mari
Welcome welcome ku COS risina ma hours Hama dza mai crush hadzina kubasa kwadziri kuenda , vari kungoswerera Chapomba ne ma whiskey kushabhini ra mai crush Wakakonzi huya toona yekutamba wasvika Nhamo ichazouya pakuzoti after 5 years wakuda kuwedzera stay uwane indefinite live to remain kaa Ndopaunoona kuti WAka Pisika ne razor😂😂🤣🤣chikuru kupinda muscle charisi zvimwe zvese ratove dhirama Mai Mazowe muri Mai vangu but plz hudzai Ketty Masomera abvise post yake am sick and tired nenyaya dzema COS plz live ya maita PA aitport yatondikwidza BP rangu worse nepost yaketina congratulations Mecky but makaoma shuwa kushin
Mbavha dzonamira nyama yekuba izvo zvakatyamadza vazhinji. Ndazomhanyira kwa Seke uko kwaitika mashiripiti kunotora nhau uye tazosvika pamusha panyakubirwa uyu kuti tinzwewo mafambiro azvakaita , mapurisa azosvika uye muridzi wemombe anoda kuripwa tichiriko ndichakupayi update tiripo pamba pemuridzi wezvipfuyo izvi toda kunzwa way forward sezvo vakomana vachiri vakanamirana nenyama mumusoro
CCC members have case to answer Story by Fungai Jachi, Courts Reporter Citizens Coalition for Change (CCC) members Job Sikhala and Godfrey Sithole's application for discharge at the close of the State's case in a matter they are accused of inciting public violence has been dismissed for lack of merit. In dismissing the application Harare magistrate Ms Tafadzwa Miti noted that the State has so far managed to prove a prima facie case against the two accused persons, hence they should be put to their defence. She added that there are witnesses who placed them at the crime scene and they have to explain the utterances they made with reg
Mai Mazowelicious,mbinga yedu kuchando ndauyawo kuzopemha COS ramummy Svidhy vedu plz honaiwo mamiriro ezvinhu havasisiri safe Joni zvachose vakutumirwa matsotsi😭Semhuri tatone trauma😭. Svidhy wedu haana nungo mufunge and haana kana pamuromo plz plz mutoreiwo ASAP tapota plz Mai Mazowelicious.Chokwadi plus aka graduater anotoda kit yezve make up nebasa racho hambokunetsei mwana anoterera kwete nik-nax Svidy wedu haachadike aitumira mapics achifemerana mugotsi neumwe murume tomuda sei senyika achitiratidza zzvinotyisa kudaro
For a minute I thought ndiSwagger🤦🏿♀️🤦🏿♀️The hairstyle is giving Joey n the make up is giving swagger...haaa everything is not makesure Eyebrows ama drawer ndege yakuita take off weduwe 🤣🤣🤣Wouldn’t have done that make up traveling hangu personally. Ivy you are pretty without them eyebrows and powder or whatever u put on your face nhasi. Your hair is nice The hairstyle is giving Joey n the make up is giving swagger...haaa everything is not makesure
Hakusi kwakunyara here taida kuvaona varipo vachiita zvakaita Hilzy Hameno but muroora imbosiyai kumupinza busy nemapikicha Chenny Chenny hoza la 😂 ndoda uhwisise zvandaireva kuti kutora ma pics hakuna kuipa but zvaunoita nawo wapedza ndozvatinocherechedza, ava pamwe wakatovaona pavakauya but hazvina kumboita ruzha, zvinobva zvauya neka respect so Vakaenda asi havana kumboita noise mumaStreets Isusu tiri kutoda kuti vaite noise nekuti tine register ratiri kumaka. Hatidi kuzo vhiringidza zvinhu 😂