Monday, September 23

Maitt Votovhirawo Yavo Creche Mushure Mekunge Madamboss Vavhura Voti Ndorega Kushanda Here Nekuti Pane Vaitawo Izvozvo

Handisi kuti chii kana kuti chii Pa chokwadi uyu akakwana here uyu 😂😂😂 if you know you knowAizve oramba mari cz pane ari kuvhura creche. Inga mhosva akaita wani advert saka haana kukwana.

 

 

 

 

 

Musadaro imi.Elinevimbai Moyo anenge anoda zvekukwikwidzanawo namadam maboss munhu wenyu uyu handisi kuti chii kana kuti chii asi ngaasadaro kkkasina kutokwana ndiwe, saka oramba basa coz kune umwe munhu ari kuvhura creche,zvinyoka zvinongongwarira competition

 

 

 

 

  • Share: