Job sikhala is turning 51 years today ,he spend more than 500 days in prison for fighting for the murder of Moreblessing Ali ....nhasi variuenda kuCourt kundonzwa judgement yavo .......meanwhile the likes of Hopwell thought CCC and Chamisa neglect him ....CCC yaifanirwa kunge yakadii apa???Problem aituka President vanhu vachiombera asingafunge ramangwana rake. he was suppose to follow the right procedure ana Chamisa vacho havatuke kudaro.wish him all the best adzidza dai achibuditswa veduweenot being rude but sometimes u must stay on your lane cz if it turns unfortunate u wil b suffering alone, with noone looking afta yo family
Hi sis chitupai kandai mu bin, veduwee ndauyawo pano with a heavy heart. Yangu haisi zvayo nhoroondo. Kutotura nyaya yangu pano kushaya wekuudzađđ. I met this guy in harare, tikadanana mushe mushe bhudhi was everything he ticked all the boxes. Nhamo yakazotanga ndabata pamuviri waiti ukaphona kudai haidavirwe message inozopindurwa after 1 week. Munhu uyu ndiye aitondifosa kuti ndibate pamuviri. Sezvineiwo ndakazoti rega ndimbo stalker bhudhi pa fb wanei vane mhuri. Ndini uyo speed ku profile kwa maiguru cover photo ndere mhuri yavo murume, mwana na mai. I confronted the guy akati iwe nemunhu iyeye takasorambana kaređ¤ˇđźâď¸.  
Hie sis please hide me neniwo ndakaona sekuru vaibuda ku zimbo live vanonzi Bvunzamukombe vachibatsira vanhu kudzosa zvakabiwa ndikati rega ndivabatewo ndikanzi tumira R1 500 ndikatumira but until now andina kubata mbavha ende vanhu vanoignore ma phone ivavo but kutora mari vakaita follow up iri serious.
#Hidey Sekuru vekuBinga vakabuda kwatete Tilda. Kubira vanhu kudaro.apo vakatora ma$60 avanoti embudzi edare kuvanhu 10 imarii.vakandirwadza kani. Vakandibloka ndapedza kuisa mari.N'anga dzepafacebook. Hie hide id ndakabirwawo nasekuru Chilelele ava ndaive ndarefewa nemunhu Ari pano pafacebook zvakaoma vakabva vandiblocker kwese kuwhatsapp nekumacalls. Akandi refer kuna sekuru ava anonzi Rosey Tumbare aitovarumbidza achiti vanopedza masports zvichida vanoshanda vese.
Makadii hama neshamwari murume uyu anonzi Phillip Khodzi atema mukadzi nedemo akatiza muCapetown Fish Hoek Masiphumelele. Kumusha Philip anobva kwaChivi. Mukadzi akatemwa zita rake anonzi Rachel Maphosa pafacebook anonzi Rachael Shanty. Parizvino mukadzi ari muchipatara atemwa musoro ruoko negodo vanga vaine mwana ane 4yrs , mwana parizvino aripa nextdoor vanenge vaonawo murume uyu zivasai mapurisa aripedyo. Phone yake zvose neyemukadzi atora ayenda nazvoo.Kumwe kuwanzwa hasha kwacho kuno kupa kuisa ngozi mumusha nekushaisa mufaro kwehupenyu hwese ko kungo siya mnhu murunyararoUmmmmm ukaona kut hasha dze munhu wau
Yes amai Titi vari Jeri everyone knows that asi vangasiyire munhu wechirume kuti atarise vana here. Wasu uyu handimuchenese anorohwa kudovi achirova iye ne front chimboitai muchitarisa vana Fifi uyo pane kakutaurika kuti ane nhumbu ine 2 mths. Cat family woke up please Felistas anozvisungirira panobuda kujeri.
Tete makadii mhuri yeZimbabwe,nhasi kuno Cape town ku Joe Slovo Milnerton takashaikirwawo nemumwe wedu anonzi Maria Muchiyanga aiva nepamuviri . Akabatanidzirwa paipfurwa mkomana magangstar vanoita zvema protection fee ndokubva ashaika. mumwe akabatanidzirwa haana kushaika hake.panga pasina policy saka murume wake anga achikumbira kubatsirwawo.for more info contact Brian Njenje+27 61 391 0027 Thank you
Hie sis ndokumbirawo mundikandire ku group kana paine vanozivawo murume uyu ashaika nhasi zita hanzi ndi john mandawa hatizive kuti kumusha vanobva kupi Vanga vari ku southrand hospital mu Jo'burg
Chatunga Otaura Mazimbabwean Munoti Tinashe Mutarisi Atenge Solar Or Generator Mune pfungwa Dzakafa. Hamufe Makabvisa Zanupf Nepfungwa Dzakadai
Moti mvura inganaye here neshura iroriđ¤Kozvekunaya zvosangana pai nechiweti cha sviden.. ndiye denga here Dai angoita hake zvimavideo zvake zve hoyooo pasina kutiratidza tsvina idzi kakumufarira kese kanobva katobuda đ¤ŽI can imagine pain ine vabereki vevanhu ava especially vedu vekumusha. Tonamata munamato wakadiiko zvisabata vana veduAnogara kuSA ka uyu and kunonaya zvekuti,kumusha kwadzo kwadzakabvumirwa...kuri kunayađ tisingazozivewo hedu kuti zvingatadzisa mvura kunaya here muZimbabwe, l don't think so...... Dai matoti henyu vanhu varikubira nyika ikoko Zimbabwe, vachishungurudza varombo ne nherera , pamwe svaiita sviNons