Monday, September 23

Zvinonyadzisa Izvi Mukadzi Ochemedzwa Na Bruno Furniture Apiwa Sofa Rakabhozhoka

I would love to name and shame Bruno Furniturez  I bought this couch end of November 2022 akandipa warranty ye 2yrs but rakadambuka dambuka before a year. Ndakataura naye akati will fix for

 

 

 

 

 

you that was 19 November upto now he is blue ticking handizivi kuti ndiwo here mabatiro ake ma customer I'm so hurt Mari inorwadza iyi .

 

 

 

 

 

Mind you handina vana vekuti ndingati vaitambira pasofa rikasvika pakudaro ndiye akatogadzira zvakadhakwa. Parakauya riri new ndakaridzosera twice rakaitwa mabharagadhizha kuita seragadzirwa kuMbare.

 

 

 

 

  • Share: