Sunday, January 11

News News

May 08, 2024

Breaking News Musoro Wa Tapiwa Makore Wawanikwa Kwawawanikwa Kwacho Zvakaoma Zvinzwirewo

BREAKING NEWS MUSORO WATAPIWA MAKORE WAWANIKWA PAURI NEGIRAZI GIRAZI GURU REGURUVE MUTONGI GAVA MAENZANISE.   Makadii vazukuru kumativi mana enyika kunze uko. Nhasi ndauya nenyaya yemusoro waTapiwa uye ndisati ndatsanangura muzvizere ndinoda kutenda mudzimu yese yeZimbabwe nekutenda zvikuru Girazi redu rechivanhu nekurwisa kwarakaita kubva 2023 kutsvika nhasi richitsvaga kuti musoro wemwana Tapiwa Makore. Uye ndinoda kutenda zvekare Girazi nekukwanisa kurwisa kuti mhiko yakange yakatsipikwa pamusoro waTapiwa yekuti chero n'anga yakaita sei . Chero maporofita akaita sei pasambova nani nani zvake achafa akaziva panemusoro wa Tapiwa Makore. Saka pakange pakashandiswa mhiko dzinorema mushure matabva waiti ukatarisa nyaya yaTapiwa paGirazi hapana chaibuda pagirazi paingobuda rima

May 08, 2024

Pashata Tytie Oudza Dj Olla Ndinokukuvadza Respect Mukadzi Wangu Kikky Mukomana Opopota Zvinzwirewo

Tytie anotopenga uyo Ollah awerenga zvakanyorwa naShadhaya  kuchema kuda kutinyenga brain isusu kuti timunzwire tsitsi nekuti kabhamba datya kake kakaudzwa chokwadi ngaatisire Ollah uko             Ollah ari kuverenga zvakanyorwa naShadaya iwe Tytie pedzerana naShadaya man to man warwadziwa kaaa akabata panopisa kiki wako nekusada kutsiurwa,,,,,,, bad sound system screams terribly 😂😂😂😂😂😂 ndozvazondiuraya uses of holes for fuel unonzwa Seunotsva kkkkkkkk iri sei miviri yenyu mupata family hoyoooo

May 07, 2024

Mapurisa EZimbabwe Oti Hama Dzemukomana Wekuzvikanda Kuzvi uraya Kukwekwe Havazi Kuda Kubatika Votsvaga Rubatsiro

MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) anoti ari kutsvaga hama dzemurume akafa mushure mekusvetuka kubva pamusoro pekamuri yechina yechivakwa chemudurikidzwa mudhorobha reKwekwe nemusi wa19 Kubvumbi achibva anorovera pasi.Izvi zvinonzi zvakaitika nenguva dza7 mangwanani pasina kuzivikanwa kuti murume uyu aiva arwadziwa nei kuti asvike pakuzvikanda pasi achibva pamusoro pechivakwa ichi.               Mutauriri wemapurisa kudunhu reMidlands, Inspector Emmanuel Mahoko, vanotsinhira nyaya iyi. “Nemusi uyu, murume uyu — uyo asina kuzivikanwa zita rake — akasvetuka kubva mukamuri yechina yechivakwa ichi kuKwekwe ndokunorovera pasi nemusoro achibva angofa ipapo. Mapurisa vakaziviswa nezve     &nbs

May 07, 2024

Mashura Ku Glenora B Mwana Ane 11 Years Itsika 52 Year Old Brain Sipopa Madamu Achibva Afa

MWANA mukomana ane makore ekuzvarwa asati azivikanwa anonzi akatsika murume ane makore 52 ekuberekwa nebhasikoro uyo akazofa nekuda kwemaronda emutsaona iyi mumusha weGlen Norah, muHarare.Mwana uyu anonzi aichovha bhasikoro rake nemusi wa26 Kubvumbi apo akatsika Brain Sipopa Madamu wepanhamba 5606 Glen Norah B achibva adonhera mutara.           Mutauriri wemapurisa mudunhu reHarare, Inspector Luckmore Chakanza, vanotsinhira nezvetsaona iyi vachiti ichiri kuferefetwa.               “Madamu akatsikwa nebhasikoro nekamwana kairichovha munharaunda iyi achibva akuvara zvakanyanya ndokuendeswa kuchipatara cheSally Mugabe Hospital uko akazoshaya nemomusi wa29 mwedzi wekare. Kuferefeta kweny

Linda Masarira Husband Bongani Mlotshwa 29 Year Old Asungwa Nekumubvisa Ziso Kwaakaita

Bongani Mlotshwa (29) who is the husband of opposition LEAD party leader Linda Masarira (41) was on Tuesday, 07 May, sentenced to 15 months imprisonment by a magistrate for domestic violence.   Mlotshwa appeared before the Epworth Magistrates’ Court facing charges of contravening the Domestic Violence Act in that he physically abused his wife.               In a statement, the National Prosecuting Authority (NPA), said that the State proved that on 05 May 2024, Mlotshwa assaulted Masarira three times on the eye with clenched fists after she had found him sleeping in her daughter’s room.             Mlotshwa was sentenced to 15 months imprisonment of which 5 m

119 120 121 122 123