Tuesday, September 24

News News

December 07, 2023

Zvakatyamadza Vakawanda Mufakose Woman Wekuurairwa Mwana Waive Murango Wake Kubva Kuna Mwari Akanga Ashungurudza Mukadzi Wemurume Uyu Thomas Nyamhunga

Misodzi yeumwe mukadzi yakaipa kuchengeta vana veumwe achisiya vake iwe wosekerera uchitotuka mukadzi wemunhu vanhu ngatityei pain yeumwe nhasi vasina mhosva vofira maharaShoko raMwari rakati ndichakutongerai mhosva dzevabereki venyu .           Ska mai ava vairwadzisa mumwe mukadzi akafanana newe , unoti zvinoperq mushe mukadzi achibudisa musodzi nekuda kwako iwe . Haana kufungira zvetmrw kuti chii chichabuda , nhasi akuvadzisa vana nekuda kwekuzviita hero .           Ukava hero unopedzisira wava zero . Iye ndiye ane Ronda rakakura kudarika raakaisa pane murinzi wemurume .Kobaba Vekuuraya Mwana We Girlfriend Vanga Vane Mukadzi Mashura Inzwawo Zvinoita Varume Ava😳😳😳

December 07, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa Samantha Orasa Mwana Amuputira Muplastic Azonhongwa Asati Afa

Mukadzi anorasa mwana ndiye asina kukwana... Labor pain anenge akanganwa nguvai pakadai         Unosvikirei 9 mnths dzacho wotorwadziwa nemimba mwana obuda kut urase zvako ncxaaa wakadii kubvisa ichine 1 mazuva zvitori naniVamwe Vachivashaya Vana Ava Vamwe               Vachirasa A shorty story ,Varume ava vakaona plastic richierera rine new baby aichema and rescued him thank God the baby is safe. ....... I believe satan mukadzi.😭😭😭

December 07, 2023

Baba Harare Vofumura Holyten Infochani Anodanana Na Maikoro Izvo Zvaita Vatukwe

Uyu munongomusekererawo zvenyu asi he is too childish, gara pasi baba harare unoita ma likes kana watuka Passion Java or kuwanzira Holy Ten.               Ako mapost uriwega unoita ma 2K likes dzikama zvimhasuru segonye radya mucheturaHori teni haana kana basa ngaende ku state house kuna baba vake uko,ngaawanzirwe kusvika Jesu vadzoka        

December 07, 2023

Nyaya Inorwadza Zvikuru Vana Vechikoro Vekufa Nyanga Accident Voisirwa Matombstone Nechikoro Kuda Kunyaradza Vabereki

Vana vaye vekufa ne accident vakaisirwa ma tombstone ne chikoro last weekend akàfanana zvinorwadza hazvo chikoro chirikumbozama kunyaradza vabereki πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”             Eishh guys hatinamatire vana..zuro mwana kuba mota yevabereki vasipo kubuda muroad kundotsika mwana forn 2achizvifambira...

December 07, 2023

Hazvisisina Kumira Mushe Ku UK Mai Maxowe Vakumhangarirwa Kumapurisa Vakawanda Writing Emails

Petition: MAI MAZOWE SHOULD BE REPORTED TO HOME OFFICE !!!!!!! LETS SIGN A PETITION             But apa maita wrong move the British government will worsen immigration rules nedzungu iri..there must have been another way to deal with this cz this will affect inncent zimbabwens      

December 07, 2023

Zvashamisa Vakawanda Sis Mecky Mushure Mekuda Kuzviuraya Ka 2 Vakubuda Mumba Mamai Mazowe Shamwari Yavo Nhasi Ataura Ega

Mai Mazowe Vati Ndichakuroyayi Mukaita Mapere Nyaya Dzekunyeyana Oti Ndane Pangu Pakugara Ndirikubva Mumba Mavo Nhasi Manheru Mecky Akagona Kutaura Oti Vanhu Sis Melly Mainzi Budaiwo Mumba Mevanhu Ku Uk Saka Hapana Zvamunondiita Opopota         Mazimbabwean Mazvinzwakaa😳😳😳😳Ini kana ndisingakude mumba mangu handitauri ndongoita action chete. Tave vanhu vakuruI knew kt zvichaburana πŸ˜„ko zvavaiitana besties zuro chaiye mazimba so πŸ˜„             Samaz Odzifambira Mecky Ku UK Mumba Ma Mai Mazowe Ndiye Akuita Makuhwa Kuna Tete Masivanda Matigimu Na Swagger Saka Nhasi Atumwa Kuchinja Nyaya Namai Mazowe Hushamwari Hwenhema 

December 07, 2023

Zvavhundutsa Vakawanda Dj Ola Vasungwa Mu Harare CBD Vakunzwirwa Godo Ne Pod Cast Yavo

Dj Ola vosungwa Vanzi Vanoonererwa Nemapurisa Mhepo Dzakasimuka Chokwadi           Police ikutadza kubata mhondi yoswera ichinestana na Dj OlaIn Zimbabwe once you are against the system, they will make sure that you go down beyond recognition             Zimbabwe soooka ndopa blame kunachiwenga ndiye akadxosa gwereveshe iri vachiriisa pachigaro honai zvarakuita nenyika

December 05, 2023

Dorcas Moyo Azopindura Handisati Ndamborohwa Nemurume Akasvika Pakufa Ndisina Kumbopiwa Mbama Chaiyo

Dorcas Moyo fan ask and she Reply         Ko iwe ukurohwa futi nemurume watadzei nhai ichokwdi hre "Lovemore Janga Matizirofa handisati ndamborohwa wena...Vakasvika pakufa vasina kana mbama yavakandirova..blessingsProverbs 19:9   "A false witness will not go unpunished, and he who breathes out lies will perish."         Hanzi na Sis Dorcas ndiri Widow, Saka Frank wamurikuisa pano ndeupi?Widow really?       Early this year she celebrated her hubby on his birthday kuda akazofa hakeπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ko tingatii nhy askana zvepano pabhuku remeso sarendaπŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…

December 05, 2023

Facebook Yacho Yashata Kana Yadai Vanhu Vakuda Kuurayana Zvakaoma Mai Mazowe Vofumurwa Nemhondi Yavaka Hire Kuuraya Mazepe

Facebook Yacho Yashata Kana Yadai 😳😳πŸ₯ΊMukadzi Uyu Haasi kunyepa Oti Otaura Zvese Zvaakatumwa Namai Mazowe Kuti Auraye Mazepe But Why ???Murikuzvionawo Sei😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭         Mai mazowe ndaifunga hamusimi maida Kundiuraya 😭😭😭😭 huyai ku life kwa sisy Ketty Masomera 21 :30 ndapererwa guys ndapererwa Midzimu yangu yakaramba mother in know ndakatadza but not kusvika Pa that I can’t breath right now proof and information ne amount yemari yamakabhadhara             I am ready for u zvekuti ndakauya kubasa my foot first attempt makafoira then payed again Vanhu the day randakasimukq mai mazowe why wy Sisy Mecky do u know about this 😭😭😭😭😭😭😭

December 05, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa Thomas Nyamhunga Mhondi Ouraya Vana 2 VeGirlfriend Nebanga Kumufakosi

Mhondi Thomas Nyamhunga Wekubaya Vana VeGirlfriend Nebanga Mushure Arambwa One Mwana Ane 5yrs Afa- Nyaya Yacho Inorwadza           Sad news kuno kucherima muna hwata boyfriend yamai yacheka mwana ane 5yrs akabva afa ikachekazve mumwe mwana mukomana ane 9yrs pahuro amhanyiswa kuchipatara musikana mukuru ane 13yrs ndiye apunyuka           akatiza but so far hapana arikuziva chakonzeresa kuti boyfriend yamai iite zvayaita tine hurombo ne mwana achekwa akafa tino namata kuna Mwari kuti vaporese aendeswa Kuchipatara

102 103 104 105 106