Monday, September 09

Hama Dza Wasu Dzoti Maitt Ngaatendewo Not Kutoganza Wasu Akumuwana Ane Gwembe Avekuda Kumubata Nekuseri Kweruoko Achiiti Haana Zvaakaitirwa Naye Munhu Akashanda 8 Years

Wakawanikwa une gwembe chairo ,ukakweshwa kusvika wachena.

Difference murikungoiona mega 

 

 

 

 

 

It’s good to just appreciate someone publicly for the good they have done.People will hold on to what they saw online kwete zvamaitirana kuseri.

 

 

 

 

 

 

zvemazita handisi kudaWasu akamira naye munhamo nemumatambudziko pakozouudza nyika ndakamunhonga ari street kids ipapo aresva zvake feri

  • Share: