Tuesday, September 24

News News

December 05, 2023

Zvinonyadzisa Mercy Qounfuzed Muimbi Online Girlfriend Ofumura Zvakaitika Musi Wavakasangana Ku South Africa Jo'burg Zvinoshamisa Nekunyadzisa

Hi Mbare Times ndokumbira ugozondiposterawo guhwa iri chero mangwana whenever you can. Yangu yekuda zvinhu iyi...Quonfuzed messaged me achiti ane show yaarikuya kuita kujoburg so anoda kundiona ndikati okay machena angu🤣🤣           Tanga tagara tichimbotaura taura hedu muka situationship kedu🤣so I imagined tichipopa mashampopo nekupisa Shisha zuva razosvika zvikanzi let's meet in Randburg ini i expected kuona this tall handsome dude so taitaura paphone ndichimuti handisi kuona pauri ndakuona kamunhu kachibudikira nekumashure kwangu i was surprised because he doesn't look like his pictures aanoposta pasocial media ndokubva taenda kumba kwebrother yake murandburg imomo ndakasvikonzi bika sadza nechicken ne cabbage🤣🤣 kutadza ku

December 05, 2023

Zimbabweans Vovhunduka Gore Rino Takadzidza Zvakawanda Ma Celebrity Atinemge Tichitoti Imbinga Vave Kutogezawo Madhodhi Ku UK

Vanhu ava handina kumbobvira ndafunga kuti vangatode kunobvisawo machembere matuzvi Vaiitipa pressure kunge zvinhu zvavo zvakarongeka Joey aibva ati empowerment bla bla            Avawo vachiti vane ma business vanokweretesa vanhu zvimbadzo hee father diaries ndi Engineer  Hezvo vakutodawo basa remhanga mhanga iri Musapihwe pressure ne ma socialites           Imagine senge iro Joey raibva rati vana wangu wanodya zvawanoda kwete zvawanowana achibva aita kunga ane mari hayaaaa. Apa ndiye akumuka na 5am kunobata shift out of Birmingham.           Pressure yaiwa yekubhadhara COS shame maningi ini ndakaramba kupihwa pressure nana pambwa awaIpapo

December 05, 2023

Munamatireiwo Joice Mujuru Arikurwara Zvokuti Muchipatara Ku Pretoria South Africa

Joyce Mujuru munamatireyi akurwara adakufa ari mu pretoria muchipatara chinonzi stivo biko         Hatisi kuita mainternational Prayers ngaadzoke arapirwe pagomo titotange kutsanyano to international prayers ,isu tikarwara vanoti ku Gomo or pare so the same shit must happen to them           They are part of our situation right now .nyika ndeyavo but the giver of life is the one above .   Ngavazvinamatire .Vakatadza kugadzirisa zvipatara pavaive panyanga now they are flocking to neighboring countries for treatment...nyangwe ukaita mari sei hakuna chinhu chinorwadza seku travela malong distance kunorapwa

December 05, 2023

Ashford Mvenge Mvenge Otukwa Usade Kudya Mari Yemunhu Waunonyara Kuposta

Ashford why usinga poster mukadzi wako ku page rako🤣🤣 munhu dada nemunhu wako poster mukadzi wako ndiwe wakada babe rako imbomu poster           Usade kudya Mari yemunhu wausinga poster  Hanzi vanogara nechembiza ka ivava apo vanonyomba vamwe ku page kwavo uko

December 05, 2023

Shingisai Opindura Olinda Uku Ndokunonzi Kutonhonzwa Kwachauruka Kuita Kunyadziswa Nenyaya Yekungohakira

Please note this topic was not raised to demean anyone anozvichenera nekuzvigezera. Rather it was inspired by my admiration for the simplicity of those women we hardly notice yet they are at the top of the means of production. I couldn’t help but envy their simplicity.           Sadly, there is a shadow inongodaidza controversy pese pandiri zvinoita kuti tirege kuona discussion at face value when no offense is meant.           Church person is a fundi,ndomhinduro yemunhu akaenda kuchikoro , vaya vemazino anotamba maclarks pamuromo ,kungohakira hakira pasingadi izvozvo.Church person is so civilized.             Mbuya tea hobvu vanyadziswa zviri smart

December 05, 2023

Denzel Ofumurwa kutsvaga Kwaari Kuita Mbiri Nedemo Zuro Uno Aive Kwana Madamboss Na Dzabu

Kamuchacha competition pese pese Wakaona kuti denzel is getting close to madam boss achitamba na Dzabu now wamhanya pazviri take take bvongonya ayas         Mai Titi before vaenda kujeri ndivo vakatanga kuimba nadenzel muveve.titende.dzika paofficial page ramura.vakaimba naye paalbum ravo as a vocalists mTyra ndiye akatotevera felistus           One thing you should know about Denzel is that he is an opportunist. He takes advantage of those who are influential. Look, he started being close na Tapiwa ku tiktok n tht boosted his account even now nana magic and tarmac. Then madam boss nana dzabu n mama vee now mai tt. He is on a mission of growing his account not watever you think

December 05, 2023

Nyaya Inorwadza Violent Aimbo Actor Na Comic Pastor Azviuraya

Depressi🥺🥹on 🫥 Yakaoma Violet Aimbo Actor Na Comic Pastor Azviuraya Vecuwe Let's Be Kind To one Another             People Are Going Through A Lot Muhupenyu MHSRIP 😭😭😭😭😭Depression yakaoma RIP violet aimbo actor na comic

December 04, 2023

Birmingham Mike Murume Wemunhu Achidya Chiweti Nekubata Gambi Ra Yolanda Mukadzi Weshamwsri Yake Mutoilet Video Robuda Zvinonyadzisa Iye Iti Nabasa Ekudhakwa

Asi kana madhakwa pfungwa dzopinda mubhurungwa. Disappointed 😔😔😔😔 we need iron pants with locks           😂 😂 😂 😂 Kuita seari kuchera mbeva kudaro iye achipinza ruoko mu yokera ye bbe                    

December 02, 2023

Jah signal Nekuda Kwejondo Dzakonzerwa Na Sisi Melly Hatide Kukanganisa Brand Redu Takukanzura Show Ku South Africa Borgsburg

Greetings,    After carefully analyzing the events unfolding in South Africa between Evidence Chihera and fellow promoters in the country it is unfortunate that we cancel the proposed events which were due to take place on the 8th and 9th of December 2023.         As Swaah Family/ Jah Signal brand we would like to disassociate ourselves from the rift thats taking place right now.             We do respect all the individuals involved and we hope and pray that they solve their differences amicably and we hope to work with them in the near future.   Management

December 02, 2023

Nemufaro Mukuru Comic Pastor X Wife Munya Lee Oti Iwe Prosper Uchikwidza Vabereki Vako Bp Ini Vangu Ndichikwidza Ndege

Vamwe vachiva kwidza Bp isu tichivakwidza ndege ,           Makandikoshera mama❤️ I’m celebrating my           Birthday because you humbled yourself for the whole nine months and gave birth to         Me,,happy delivery day to you moms ,,,love you loads

103 104 105 106 107