Sunday, September 22

Pashata Hondo Tete Mildred Votukwa Mushure Mekunge Vatsiura Ketina Usaburitse Chiweti Zvaurikuita Facebook Yese Zvinonyadzisa

Tete mildred stay clerence Ndinokuitirai 366 days Mhata yangu chero ndikairatidza VANHU hazvinei nemi my body my rules my page my rules musazoti ketina akaipa ndimi murikunditanga ndokutorerai off ndikakuswererai zuva rese! Makambondona ndichikuudzai zvekuita kupeji renyu here Mbuya imi majaira kuita tete Vema socialites Ini ndinokuswatanurai

 

 

 

 

 

 

 

From day one it's a no kuzimbuya iro ini handina kumbobvira ndarifarira nekuti she is alwayz negative even harione zvakanaka kuvamwe uye harizviise pazera ravo rehumbuya 🤣🤣🤣🤣Ini handisi kamuchacha wamunoita content neni tinoprdzerana!

 

 

 

 

 

 

 

Be aware my page my rules!Kana munhu akatamba asina kupfeka imi mobva mati this is gud munorevesa here madzimai.

  • Share: