Tuesday, September 24

News News

December 02, 2023

Congratulations Bee Wezhira Aiwa Une Hunhu Zimbabwe Comparing Her Na Madamboss Munhu Mukuru Aiita Senge Teenager Nemimba

Tyra hona vana vadiki kwauri nekure kudzikama ,kukundwa naBee weZhira azoposter dumbu yake azvara iyezvino ane mwana ane 1 wk iwe waiposter everyday rakashama           futi kunge risina kukwana kuenda kuChikoro kwakanaka iwe Tyra zidofo remunhu nguvai yacho raitoti ndirikusvotesa vanhu kusakwana               Bee weZhira muGraduation uyo anoita zvinhu zvake nekufunga ,face Yako inongoratidza kuti uridofo Tyra kubva pawakaActor zviMovies zvako zviya nevanhu vekuNigeria zvikabva zvarova zvakadero

December 02, 2023

Zvakaoma Murume Wamai Mazowe Onzi Kuoneka Kupusa Nepaphone Ngaashande Aroore Vanhu Vezera Rake

Ndipo pauno ona kt nungo dzaka shata fani         Ukaita Mari dzako you will marry a lady of your age πŸ˜‚and hv a peaceful marriageKuita mhasuru inenge chidya changu, πŸ˜‚πŸ€£πŸ˜‚πŸ€£πŸ˜‚πŸ€£πŸ˜‚πŸ€£         Imhasuru here kana kuti chidya πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ Kalume katokotokoMurume uyu kuoneka kupusa nepa4n        

December 02, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa Chido Ouraiwa Ascikirwa Nemukadzi Wemurume Waaidanana Naye Ku Port Elizabeth South Africa Zivisaiwo Hana Dzake

Ndasangana nenyaya iyi mukufamba n wonder why madzimai tichimborasa njere nenhau yevarume.? Why wld one go kusleepover kumba kweboyfrnd yako yaunotoziva kuti he is married the wife just went somewhere?           Hakusi kuhura kwakafumuka here ikoko? . . Zvekuti azofa ikoko I am not interested zvangu coz the coz of death Haina kutaurwa kuti aita kupondwa or angofawo natural death zvinotoda ana chiremba .but why wld u go kumba kwemunhu             One woman dead another woman has blood on her hands and the man walks away scot free.Zvivindi zvekunohurira mumba memumwe mukadzi munozvihodhepi nhai !!!If hurai mufe was a person…zvakaoma..sorry hake …asi ndo zviregwa futi kuti the wages of

December 02, 2023

Bee Wezhira Onzi Ave Kuita Madamboss Part2 Silicone Tozobvuma Nhumbu Yacho Yazvarwa Inenge Fake Semuchato Wake Na Mufundisi

Is this madam boss part 2? Zvinwe maziso angu haasi kunyatso ona paside apo #silicone         Uyu haana nhumbu uyu ndakamuona yesterdayWhy would she lie though , ini I think she wore it so that she won't leave her skin yakashama remember she's Mai mufundisi.           igodo here nhai vana veZimbabwe munoda kutogutsikana abuda achitozvara here zvinomupei zvskusweropfeka silicone imi kana musingazvare moti munhu wees haazvare here, Tyra maiti isilicone godo renyu ndorinoita kuti musabudirire

December 02, 2023

Zvashamisa Vakawanda Mudiwa Hood Oti Ndakarongeka Ndakaita DNA Test For My Son Saka Ndakamupa Zita Rangu Mudiwa Junior Saka Musatombotaurisa Zvenyu

Sometimes you look at your kids and ask yourself is this real . Is this really happening. Is this my kid. Oh so I'm now a parent. I mean really. Wotoona kuti yes and you doing very well parenting. Grateful. Grow well young man. You have a great coach           Natasha Nyasha Olyne Chitepo πŸ™πŸ½πŸ™πŸ½πŸ™πŸ½ you got it right, semunhu akarongeka, I asked my Doctor for DNA at birth, before any attachments and naming…Never had doubts but I wanted to erase any doubt.           Thats why I then named him Mudiwa, because he is my everything…The perfect gift!!           Dont waste your time explaining yourself Mudiwa Hood people will always have

December 02, 2023

Mashura Mudiwa Hood Opa Moreblessing Chimbunde 50usd Mushure Mekunge Amunyenga Pa Post Atii Dai Wandiroora Zvako Mudiwa Ndokuda Zvakaoma

It is these type of people that make my life fun, no time to insult but express love and admiration…          I do not take offense when i see this, i laugh, enjoy and feel happy that some people are bold to play like this πŸ˜‚….       On a good Sunday like this, inform these Two people Moreblessing Chimbunde and Esly Rue Tadu that they have won $50 each for just making the CEO laugh... Be rest assured havarwadziwe nemunhu…         I wrote this post to spread and return the same love and good spirit they showed…         Usavenga vanhu for no reason, or ever insult or have time to hate on other people, you have no idea what peop

December 02, 2023

Muimbi Dorcas Moyo Ofa Nekupondwa Kurohwa Senyoka Yapinda Mumba Nemurume Wake Frank Nenyaya Dzekushungurudzirwa Vana Ve First Wife Yake

Waiti wakagona kudyisa Frank now akukuonesa chitsvuku mishonga yako yakufumuka manje ende mufi akatsamwa chaizvo ...wouya pano woti           Mwari ndiregererereeeyi iwe utikwaninire usadzora tsvimbo Frank rova munhu kusvika zvanaka usashungurudzirwa vana vako imhosva here kuti akakupfimba        

December 02, 2023

Vana Vochema Dorcas Moyo Kushungurudza Vana Vemufi Shamwari Yake Yaakatorera Murume Unongonzwa Nevoice Pakuimba Kuti Ava Vanehutsinye

Message kuna Docus Moyo ....Zvawakaita zvakashata handisi kuramba asi why wakushungurudza vana vemufi avo ...ikezvino mukomana mukuru akatiza pamba kuenda South           kunotambura akasiya ma twins vana sisi vake vawaonesa chitsvuku kudaro unoshungurudzirei vana iwe uriwe urikugara na baba vavo ukuda kuti vaendepi chaivo usadaro iwe inga           urikutioaridzira wani kuti tive vatsvene asi iwe ukutadza kugadzirisa hunhu hwako ndakarwadziwa kuswera zuro ... shure yako izere mvura dhemeti hatitarisire hunhu hwakadaro Mama Dorcas inga muri munhu wekuziva wani chinjai maitiroYaah unongonzwa nevolume yake pakuimba kuti apa pne hutsinye πŸ€”        

November 30, 2023

Vanogara Na Doba Don Voti Hatisikumunzwira Tsitsi Tsimuti Arege Madruugs Asingaterere Hezvo Avekupenga

Ndarwadziwa veduwe pandaverenga nyaya ya baby don apa hnz akupenga ngatibatsireiwo mwana uyo hamaweeπŸ™†πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜₯πŸ˜₯πŸ˜₯πŸ˜₯πŸ˜₯πŸ˜₯😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭         Haa uyu stopped ma drugs and expected so much about life (financially to be precise),but now I think she is back on drugs cause haana kuwana enough support.           vanhu vaimutuka everyday kupage kwake vachiti “hee geza,change your clothes “ etc instead of supporting her saka depression yakamubata .she tried her best but Zim community as usual played a big role mukupenga kwake now cause honestly you hated that girl.           vanhu vakadai needs a lot of motivati

November 30, 2023

Zvinonzwisa Tsitsi Ochema Job Sikhala Azotambura Oitwa Surgery Akasungwa Makumbo Nengetani Dzezanupf Arikurwara Zvekuti Munamatireiwo

Here is how cruel the ZANUPF regime is;   Political prisoner, opposition leader and lawyer, Job Sikhala who has been illegally detained without bail is going through surgery.         The ZANUPF regime insisted that he will be in leg irons even when he is in a hospital bed, how evil can one be?Even murderers are not treated the way Wiwa is going through i don't understand the reason to punish him this way I'm heartbroken πŸ˜₯πŸ˜₯πŸ˜₯πŸ˜₯πŸ˜₯πŸ˜₯           Now they are going to give that doctor a million dollar so that he will inject slow poison to Sikhala. It's over for him now, you will see within 3 months he will be released and his health will be miserable.

104 105 106 107 108