Monday, November 25

Hondo Yacho Ma1 Chikiti Choburitsa V11 Chichinyengwa Na Va Banda Murume Wamai Banda Mmmh Taabho

Uyo anoda counselling yegore rese achienda everyday ..this is too much ..hapana munhu wasingatuke yooh 🙌🙌Apakwatangira nyaya haana kumbobvira ataurwa zita rake iye kuti bonga uyu iye ndiye atoenda ku page

 

 

 

 

 

 

 

 

kwemunhu kunotuka mai titi vakutopenga serious aguta kunyarwa kepweeeeeCan someone explain to me kuti vanogara navo mai avo vanogara sei coz munhu wese kambwa haa senyika we must do something hazvisi normal

  • Share: