Monday, November 25

News News

July 13, 2024

Jean Gasho Nemurume Wake Kuzvara Mwana Ndokumukanda Murwizi Saka Vasungwa Ne UK πŸ‡¬πŸ‡§ Police

Good morning. Saka mukufamba uku zviri kunzi Mai kubala aka jean she gave birth last week kumba. So I think u saw a video 2 days ago atorwa ne ambulance kuenda hospital because the midwife and the police were worried she was overdue. So paakaenda Kuchipatara vakaita scan vakaona kuti mudumbu             hamuna mwana. So police now are doing investigations kuziva kuti chii chakaitika Ku mwana. But zviri kunzi jean Ari kuti mwana Ari river. Ndofunga ndosaka anga asingade kuti vanhu vabata dumbu rake. So both are arrested now. Izvi ndazviwana mukufamba zvangu

July 12, 2024

Linda Nyadzawo Step Mother Kurova Mwana 3 Year Old Kumutyora Makumbo Ese Ne Spinal Code Video Racho Ma1

PLEASE SHARE πŸ™ | Hie,could you please help us find Linda Nyadzayo.She is or was a fiancé to our brother.Akarova our niece mwana we hanzvadzi yedu who is 3years old and broke both her legs and damaged spinal cord yemwana.Amai vemwana uyu never stayed with our brother but they had an             affair vakazouya kuzosiya mwana muridzi akabvuma mhosva ndokugamuchira mwana wake.Apparently the stepmother has been ab..using mwana uyu constantly and we didn’t know about it.Nyaya             irikumapurisa emu chegutu but the search has gone beyond chegutu since she is on the run.The husband who is our brother is in police custody for negligence.Your help will be greatly appreciated

July 12, 2024

Pa Boarder Zim Side Ma Zimra Officer Anyadzisa Video Vachibhaudhana Kana Unemukadzi Weku Zimra Uchiti Arikubasa Haa Pakaipa

Pa boarder Zim side tinyareivoPa boarder Zim side tinyareivo      

July 12, 2024

Hazvina Kumira Mushe Serious Accident Pa Warren Park Bus Raita Wastaki Check Hama Dzenyu

Hazvina Kumira Mushe Serious Accident Pa Warren Park Bus Raita Wastaki Check Hama Dzenyu 

July 12, 2024

Madzimai Hatikoshiwe Mapuranga Video Vachikwirwa Nemurume Wemumwe Pasowe

Zim famous help me put this woman Zita rake anonzi Hatikoshiwi Mapuranga .. anopinda church yekwa Mwazha anogara kwa Bhora kwamukakanhaka kwaMurehwa...           Akutoparadza imba yeumwe munhu arikutsiurwa achito tuka .. hama dzangu kana munhu paanozo royewa kusvika mukufa paye ndiko kwazvinenge kwabva uku..

July 11, 2024

Mukadzi Owanikwa Akafa Mutoilet Ye Road Port Hazvizikuita

Janet Bangwayo, of Overspill, Epworth, visited the toilet upon arriving from South Africa on Tuesday.   THE body of a woman was found in a toilet at Roadport in Harare.             Janet Bangwayo, of Overspill, Epworth, visited the toilet upon arriving from South Africa on Tuesday. Her body was first seen by patrons, who were at a food court, who wanted to use the toilet. Harare provincial police spokesperson, Inspector Luckmore Chakanza, confirmed the incident.         “Police are investigating circumstances surrounding the sudden death of a woman at Roadport. “The body was collected and taken to Parirenyatwa Hospital mortuary awaiting post-mortem,” said Insp Chakanz

July 11, 2024

Mumwezve Big Boy Wepa Town Abatwa Nepolice Muna Samora Zanupf CHIORORO

CITY CAR DEALER, SOCIALITE MATTHEW MUSENGEZI BATTLES TO AVOID GOING TO PRISON. . . gives passionate defence as trial ends July 11, 2024  Zvikomborero Parafini PROMINENT car dealer Matthew Musengezi, who is also a city socialite, has given a passionate defence in the case in which he is on trial for culpable homicide, as he battles to avoid conviction, and the possibility of going to jail. Musengezi, who has pleaded not guilty, testified as the star witness in his defence case when the trial closed in Harare yesterday and judgment will be passed next week.               Prosecutor Charlotte Chikoore alleged that on August 9, 2021, Musengezi  was driving a Range Rover, registration number AFN 1256, in Harare

July 11, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Mwana Uyo Shelton Orohwa Naamai Vake Kusvika Afaa Nyaya Yakaoma Iyiii Jesu

Madzimai madzimai madzimai tapindwa nemweya hwayi weduwe .Zvirikunzi mwana uyo akarohwa namai vake kusvika atisiya zvinorwadza veduwe πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­Stress yavanopihwa nana baba or kubasa ameno wanike yatokuvadza mwana imagine kurarama uchiziva kuti ndiwe wakauraya mwana           Kopauchabvunzwa nemumwe wake kuti mama oscar aripi uchatii asi😭😭😭😭😭Mhepo dzinenge dzasimuka askana  Handifunge kut pakurova paya unenge uchida kutouraya            Dai Aida kuuraya angadai akangorova nedemo ka1  Rest in peace babyπŸ₯ΉπŸ₯ΉπŸ’”

July 11, 2024

Mavis Mada Wekupondwa Nevakadzi Ava Akakuvara Zvisingaite kutyorwa Mbavhu She Finally Speaks

Musikana akarohwa anonzi Mavis Mada, haana kufa sekutaura kuri kuita vamwe, izvozvi ari munzira kuenda kuPolice for recording of statement. Akaenda kuclinic and was discharged.             Ndataura naye ati anoda kuona vana chiremba nekuti akakuvara asi mari ndoisipo. So guys as usual, tiri kumuunza kuHarare then patinokwanisa napo torapisa mwana. Vana Chiremba vakasununguka ndibatei on 0774189186/ 0774734442   Kindly share           #ngwarapatown #CrimeNews #investigationThank you Zimbabwe for your cooperation with us and the Police, we can positively confirm kuti vanhu vekurova musikana vava mumaoko emapurisa.              Mhiriz

July 10, 2024

Vana 12 Vechikoro Vafa Mu Accident Izvezvi Zvakuda Jesu Izvii

private scholar transport minibus was involved in a tragic accident in the Kokosi-Wedela area in Merafong, claiming the lives of the 12 learners and their driver," the Gauteng government said in a statement.             It could not immediately give the ages of the children but said most were from a primary school, where students are normally aged between six and 13. "Seven other learners have been rushed to a medical facility for urgent medical attention," it added.   Africa school minibus crash The driver and 12 students were killed and seven were injured when a school minibus overturned and caught fire near Johannesburg. South Africa has one of the worst road safety records on the continent. Le Mond

59 60 61 62 63