Friday, September 20

Mavis Mada Wekupondwa Nevakadzi Ava Akakuvara Zvisingaite kutyorwa Mbavhu She Finally Speaks

Musikana akarohwa anonzi Mavis Mada, haana kufa sekutaura kuri kuita vamwe, izvozvi ari munzira kuenda kuPolice for recording of statement. Akaenda kuclinic and was discharged.

 

 

 

 

 

 

Ndataura naye ati anoda kuona vana chiremba nekuti akakuvara asi mari ndoisipo. So guys as usual, tiri kumuunza kuHarare then patinokwanisa napo torapisa mwana. Vana Chiremba vakasununguka ndibatei on 0774189186/ 0774734442

 

Kindly share

 

 

 

 

 

#ngwarapatown #CrimeNews #investigationThank you Zimbabwe for your cooperation with us and the Police, we can positively confirm kuti vanhu vekurova musikana vava mumaoko emapurisa. 

 

 

 

 

 

 

Mhirizhonga haina kunaka, our Agents are on the ground to establish the true facts. We shall be updating you as investigations progress.

 

#ngwarapatown #CrimeNews #investigation

  • Share: