Friday, September 20

Zvinoshamisa Zvinotyisa Mwana Uyo Shelton Orohwa Naamai Vake Kusvika Afaa Nyaya Yakaoma Iyiii Jesu

Madzimai madzimai madzimai tapindwa nemweya hwayi weduwe .Zvirikunzi mwana uyo akarohwa namai vake kusvika atisiya zvinorwadza veduwe ๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญStress yavanopihwa nana baba or kubasa ameno wanike yatokuvadza mwana imagine kurarama uchiziva kuti ndiwe wakauraya mwana

 

 

 

 

 

Kopauchabvunzwa nemumwe wake kuti mama oscar aripi uchatii asi๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญMhepo dzinenge dzasimuka askana 

Handifunge kut pakurova paya unenge uchida kutouraya 

 

 

 

 

 

Dai Aida kuuraya angadai akangorova nedemo ka1 

Rest in peace baby๐Ÿฅน๐Ÿฅน๐Ÿ’”

  • Share: