Friday, September 20

Jean Gasho Nemurume Wake Kuzvara Mwana Ndokumukanda Murwizi Saka Vasungwa Ne UK 🇬🇧 Police

Good morning. Saka mukufamba uku zviri kunzi Mai kubala aka jean she gave birth last week kumba. So I think u saw a video 2 days ago atorwa ne ambulance kuenda hospital because the midwife and the police were worried she was overdue. So paakaenda Kuchipatara vakaita scan vakaona kuti mudumbu

 

 

 

 

 

 

hamuna mwana. So police now are doing investigations kuziva kuti chii chakaitika Ku mwana. But zviri kunzi jean Ari kuti mwana Ari river. Ndofunga ndosaka anga asingade kuti vanhu vabata dumbu rake. So both are arrested now. Izvi ndazviwana mukufamba zvangu

  • Share: