Sunday, September 08

News News

August 26, 2024

Moreboys Munetsi Greathope Opandukirwa Nevanhu Waoda Kuwisira Vana Tytie Pasi Kuti Vaite Broke

Kukava datya kuriyambutsa. Mwari vakudzifambira vega full time and pace yave kupage iro hapana ane zera nayo. 1M followers pfee imimi vana Judas nanaBrutus makatarisa. Godo ndorichakuurayai, mboko kuvenga vanhu kusvika pakuita plan yekuti vave bankrupt vafe nenzara manje apa manya!           Rhhhabhishi dzevanhu mxm 🚮🚮🚮           Congrats Mupata Family.🎉🥂🎊🥂 Mwari vakuchengetei Shumba nemakarwe zvarura kunze uku. Makarwe kutobuda mudziva kuuya kuzokutaimirai paFB . Be safe 💖    Ndakagumbuka .   #PasiNegodo

August 26, 2024

Breaking News Bishop Mukuru We United Methodist Church UMC Osungwa

Religion Reporter- Police in Nigeria are said to have arrested a United Methodist Church (UMC) in Zimbabwe, Bishop Eben K. Nhiwatiwa. Reports said the cleric was arrested for developments linked to internal tensions within the church.           Nhiwatiwa was detained by the Nigeria Immigration Service (NIS) in Yola, Adamawa State. Nhiwatiwa had travelled to the country to oversee the election of a new Nigerian bishop, following the resignation of Bishop John Wesley Yohanna. The cleric was arrested during a meeting with church members in Yola and taken to the NIS headquarters in Abuja.           In a statement signed by pastor Salisu Waziri and made available to journalist

August 26, 2024

Moreboys Munetsi Greathope Mota Yake Yezvitunha Your Aisava Vanhu Vekwana Regina

Vakuru vanomboti ndufu hadziiti mbiri zvakaoma veduwee ngavazorore murugare havoAccident dzinoitika please musableme vaMunetsi kuti mota         yeGreatHope yanga yakatakura chitunha yapidiguka ikaurayazve tete vanga vachienda nechitunha kumusha😭Sorry zvako Regina dai Mwari vakunyaradza😭

August 26, 2024

Feli Nandi Nhai Mwarii

Mutare musazodaro Feli Nandi kufambira vanhu vashoma kudai here nhai.Akambouirei ega haaziwe kuti kune wanodiwq here anoti wqnoti featuring           nhingi waya wanopenga hereWega hazvibude you need a strong line upShoko raDorcas Moyo rakatidzosa kumashure 🤣🤣🤣

August 26, 2024

Regina Nhai Mwari Izvi Zvakaoma

Regina Nhai Mwari

August 26, 2024

Ku UK Kwavhurwa Huru Celebrity Renyu Robatwa Nechikomba

Hubby: You don’t need to go I’m not staying long. I just I am just picking up a few things, but I don’t know how your conscience goes man, I have just been away for two weeks and you’re already fucking my wife. Boyfriend: I don’t know anything about it man.           Hubby: So it’s just been two weeks, really, and you know, it’s it’s a masterpiece. Wife: Okay all done. Hubby: but anyway, I’m picking up my things and I will let you go. Hey buddy, you don’t need to go on my account.             Her husband shot a live Facebook video as he pounced on her with a younger man (name withheld).  In the footage, the man slowly mov

August 26, 2024

Regina Nhai Mwari

Condolences once again. SAd to hear all thisNhai Mwari wangu nematambudziko

August 25, 2024

Vasungwa Vechirume Kuchikurubhi Vochema Mabhoraa Edu Orwadza Musati Punisha Kuunza Vakadzi Vakadai Vonzi Ndopart Ye Punishment Yenyu Iyoyooo

Thats utterly part of their punishment.It's not fai haaaaaa APA ndazonakidzwa zvangu.     Vasungwa Vechirume Kuchikurubhi Vochema Mabhoraa Edu Orwadza Musati Punisha Kuunza Vakadzi Vakadai Vonzi Ndopart Ye Punishment Yenyu Iyoyooo 

August 25, 2024

Ku Cat Family Kofumurwa Mbavha Yakaba Mari Techema Ya Sekuru Murata

Zviri kunzi headmistress flamboyant queen vari kubira vanhu Mari ne Zita ra mai TT. Zvanzi vakanyepa kuti bhudhi vafa kuti vadya Mari. Zvikanzi vanoti n'anga plus lawyer.ndichauya ne live laterUko kwagara kune mbavha nema drama shame😂😂😂most of people vanozviti ndeve cat vanenge vari ikoko for strategiesAhh kuCat family hako           most people go with a motive havo like Ana Tsveya na Bronco. Mastrategic moves Aya because zvikitinyana zviri desperate for love samai vazvo. They support mbavha iya for their own benefit for likes etc manje kubira mbavha yakatobva kuChikurubi 🤣🤣🤣🤣Ku cat family kwaita mbavha mava kuba Mari yachema manje.

August 25, 2024

Ku Doek and Slay Kasi Munoenda Musina Kuenda Kuchimbuzi Here Umwe Obatwa Akumamira Pachikona

As always the ladies have been asked to put on the slay code- denims, white top, doek of choice plus shades.           Kunenge kukunakidzaa tichazoonaa mafights later,varikumbodhakwa now.lolTiri ko Tiri kurombeswa

4 5 6 7 8