This is my mum mwana webrother yamama vangu, Jeniah Mupambireyi vakaurayiwa nedangwe ravo ari 33 years💔ðŸ˜yesterday in Harare Westgate 08/02/2025 kuita zvekuchekwa musoro nemasheti.
She died a very painful death💔💔💔💔ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Ndarwadziwa zvakanyanya ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Macases akadai ari kuwanda ,why because muZimbabwe manyanyisa
madrugs , so madrugs ndiwo anenge achishanda ,paanopera musystem anobva atanga kuita munhu kwaye
Mwari pindurai
Vamanyoni vatoenda nekuuraiwa nemwana wekubereka
#no to drugs#