Monday, February 10

Bus From Hwedza To Mbare Murume Ozvikanda Nepawindow Bus Richifamba Achibva Afiraa Ipapo

Muchiitiko chichangobva mukuitika paMurape secondary school, pane munhurume azvikanda mubhazi rekwa JO HAY ranga richibva Hwedza richienda Mbare akafirapo.Haaa veduwee I personally think varume

 

 

 

 

 

vanofanira kuwana kwekunotaura nhamo dzavo vopihwa counseling for free kuoma kwakaita nyika munhurume akanyatsoomerwa anoona seakoniwa life ...may his soul rest in peace

  • Share: