Mukoma Masimba Ku Australia Uko Nhai Mwari Zvinorwadza Izviii
Kkkk Ma bodyguard manyamandiye munhu anga achizviwisira mucoffin achibatiranwaInga taswera tochinyatsonzwa Tsitsi zvakanaka Wani nhai sisi mai Fii 😂Onzwa mumwe hanzi chemai naye iye achitozvifarirwa hake nekudya ice cream guys musatidaroo, machemero akasiyana siyanaNhamo yacho yanga ichitoda invitesheni cadi kuti upinde pa gate mamonya ndeeyi shuwa zvinyu zvacho lishoresa dzinza chaiko
Mushamarari Akaita Mbiri PaRadio 2 OshaikaShowbiz Reporter-Former ZBC Radio 2 DJ, now Radio Zimbabwe, Cain Chikosha, has died. Chikosha died at his Harare home last Thursday night.One of the late Chikosha’s relatives told ZimEye that the former DJ had been ill for some time and was struggling with swelling legs. Details of his burial will be announced in due course.
Chitungwiza Dispol Chief Sup Matsika died in unit hat a house whilst having bonde with his girlfriend ,vafa vakurova round rechi 3.Vanga vatunda here
Pakafa amai vangu my close friends gave me chema coz I network yangu kwete yababa vangu .Madetails agogo Murata ndoanofanira kuiswa ndochirikadzi ..iwe uchazoisa asekuru baba Priscilla kana vaendawo kwamupfiga nebwe...Cat family is the dumbiest and stupidest family on earth!! Maiti tietedzere culture inoti mukadzi wemufi ndoanopiwa chema kwete Giribhet;Elizabeth masocha;international thief felidhongo or Thom jones ava vatova kuita zveumbavha taking advantage of the situation at hand.. Isu tiri madectactive epafacebook takagadzwa nevanhu.. Kunhamo mai bwanya and church ndova sponsor zvese isvo sviri kugwa nephoto shoot kuti ibude zviri sweet chete...Justice for Gogo Murata ...!!!
Mhaiwee shoko randazobata izvezvi hanzi Gogo vanzi mosofa abruno i3500 usa saka yechema ndopiwa kureplacer masofa nema curtain cause ndakubvisai nyadzi enyu aiva asvuuka rekizini Ndakamabvisa ndini ..Yuhwi Yuhwi Justice for Gogo and family woooo.....yuhwiii kamuchachi usadaro zvinhu zvekutaurwa panhamooo here vanhu vachichema 😢 😭 😢 😭Uya uya hazvishamise cz akafumuka kare, ndosaka akazodzingwa panhamo yambuya vake.
Majaira kusataura chokwadi. Kuda kunzi good good for nothing. Kamuchacha atandituka kuti “unoseka Aids yangu vai vako zvavakafa neAids wani?” Why was she bringing my late mom into the fight and why was she lying about her death? Ndozvinoita hupenyu. You will taste the medicine of your own ridicule.Vakwasha vekwaMurata former and current- gadzirai WhatsApp group rema Donations. Mukadzi wenyu akanditukira guva rababa vangu. Nhasi zviri kwenyu. Kamuchacha ndozvinoita hupenyu. Chemesa Kamuchacha.
Felistas akatuka mabhonzo amai vaTinashe ...Akatuka mai vatyra musi uno uyu vakanzi vanga vari pabarika vakafa neaids kwaNgundu...Akatuka mai va Memo musi uno uyu futi achiti vaikechesa 3dollars.Zvikanzi memo musoro ndiNicodimus ;makambu ndijohani..Akatuka mai vaOlinda vakafa achiti vakahura nemukula vakazvara mukalad dunhu..Akatuka Baba vangu ini Hunidzanaiwa vakafa Kare kuti vaiva hure vakatunda Ngozi ..Akatuka Patricia kuti akaita mwana nababa vake !!!So what so special about her the list is endless saka ndikoko!
MBAVHA YAURAYA BABA NESTRESS!! #ALutaContinuaBusy nechikomba Nema court baba vachitandadza hauna kana kuita last minute nababa nekuda kwezemo kamuchacha Fokofu!!!musi uno aituka memo kuti Mai vakafa nehuroi nechihure...wats so special Abt kiti...auraya baba nemhiko dzake Aluta continue!!
VaMurata vatisiya 💔🕊️🕊️🕊️🕊️nematambudziko mai ttAh shame, I hope some people can swallow their words . Uchaona vamwe vachipembera. like banga. Vachidya sadza mumba mavoNhasi ketina ñebitterness family vachafara zvekuti nekuti nyana yavo yazoibva