Saturday, September 21

News News

May 30, 2024

Hondo Yacho Ma1 Chikiti Choburitsa V11 Chichinyengwa Na Va Banda Murume Wamai Banda Mmmh Taabho

Uyo anoda counselling yegore rese achienda everyday ..this is too much ..hapana munhu wasingatuke yooh πŸ™ŒπŸ™ŒApakwatangira nyaya haana kumbobvira ataurwa zita rake iye kuti bonga uyu iye ndiye atoenda ku page                 kwemunhu kunotuka mai titi vakutopenga serious aguta kunyarwa kepweeeeeCan someone explain to me kuti vanogara navo mai avo vanogara sei coz munhu wese kambwa haa senyika we must do something hazvisi normal

May 30, 2024

Mai Bwanya Vopindura Ketina Ndakudyira Satani Uyu Sadza Kuti Ndinorwa Naye Zvekutsanya Zvaramba

Mai Bwanya Vopindura Ketina Ndakudyira Satani Uyu Sadza Kuti Ndinorwa Naye Zvekutsanya Zvaramba             Mai Bwanya Vopindura Ketina Ndakudyira Satani Uyu Sadza Kuti Ndinorwa Naye Zvekutsanya Zvaramba

May 29, 2024

Mukomana Uyu Apondwa Ku Waverly Awanikwa Padhuze Neku Water Works Akavhekwa Mutsipa Hazvisikuita

Im just receiving this sad news, this young and promising guy apondwa ku waverly awanikwa padhuze neku water works, kutocheka havo nemutsipa 😭😭😭, warwadza mafana   Kadoma Cricket Club player             Im just receiving this sad news, this young and promising guy apondwa ku waverly awanikwa padhuze neku water works, kutocheka havo nemutsipa 😭😭😭, warwadza mafana   Kadoma Cricket Club player

May 28, 2024

Vakomana Varohwa Ne CID Mutorashanga Kusvika Vafanana Face Imi Vanhu Kuiswa Pa Bridge Ukaona Izvi Haube Futi

Team Chadonha arrested in Southlea Park. Vanga vabira vana vechikoro maphone. All phones were recovered.            Vakutambira kunze kweguta asi tiri kwese kwese to make sure Zimbabwe is safe for all.    For all Private Investigations get in touch on 0774734442 #ngwarapatownKuShurugwi kune           kunonzi kuRB ikoko kunorohwa mbavha kusvika dzafananaπŸ˜‚πŸ™Œβ˜οΈπŸ’₯The guy in white was part of the gang pandakambobiwa muna December anyway God is dealing with them 1 by 1

May 28, 2024

Mbavha Idzi Armed Robber Dzabatwa MuHarare Ne CID Yedu Vakauraya Vakawanda Zvinzwirewo Zvavaiita

Arrested today 28May2024 are 2 criminals vaifamba ne Honda fit ye silver in colour reg no ADJ 4558 who were terrorising Southlea park residents vaitakura vanhu vovabira maphones mari vari armed ne mapanga .takwanisa ku Recover maphones waiting to be identified. These criminals are from Glenview but operate in Southlea park Area.               We extend our gratitude to the Zimbabwe Republic Police (ZRP) and the Criminal Investigation Department (CID) for their swift and effective investigation, leading to the successful apprehension of the individuals responsible for the theft. Their prompt action and dedication to justice are Greatly appreciated. P           lease Like or Follow our pa

May 28, 2024

Ziteacher Iri Rorepae Vana Ma Grade 4 6 Pachikoro Vana Varikutaura Zvaitika Zvese Ndarwadziwa Zimbabwe Yashata

Ziteacher iri raidzidzisa magrade 4 kumaonde primary school ,but ai reper vana vemuclass make  Pane ka video kandaisa vana vacho vachitaura Nxaa rakaipa zvese nemoyo Ziteacher iri nxaa                     Ndakaona imwe video imwe nyika mhondi iyi yakangopfurwa muroad nepolice ndozvaanoda achingoti kuipa               Staging kids infront of everyone to speak on their traumatic events needs to be corrected and the other kids laughing shows our lack of educating them on how serious and not okay at all this is. How a whole grown man is tempted to do such a thing to babies (these are still babies) l will never understand mweya rudzii Pedophil

May 28, 2024

Video Holyten Achirohwa Ku Nusty University Nema Students Achidzingwa Pa Stage Pashata Akazvimba Mukomana

Video Holyten Achirohwa Ku Nusty University Nema Students Achidzingwa Pa Stage Pashata Akazvimba MukomanaKo Holy Ten mukumuita sei nhai fellow sadza eaters Every show here veduweAri kutanda botso                Kuridzwa every week kunge ngoma yekuRomaHoly 10 imbudzi yakadya mufenje haasi type yedza Maskiri haana pressure kana kutombopinda naye mumwena vomurovera imomo makorokozaYou can not mock the ancestors and expect good results,he made a wrong decision by dissing Gombwe remangoma….we’re deep in the trenches of the same mistake by our current leaders who actually mocked               Mbuya nehanda by insultingly adding bums on her statue which wa

May 28, 2024

Hezvo Maitt Chikiti Osungisa Patricia Jack Musikana Video Akaiswa Chain Facebook Iyi

Ihhhh Tafadzwa haagure Jeri hanty akambosungwa mamanje apaaaa sarenda akadii kungoita mupurisaPattricia Jack are you safeZvinonyadzisa iye agara akuperawo mkomana is uyu hake zvainakidza                       achitangaKo hanty anga achiti vari kutsigirwa nemusangano paanga achitaura nyaya dzachikiti hewoka musangano wacho ngarimbosugwe coz bitterness yake yakanyanyisaAsi ndimbobvunza cyber bullying inoda private investigator here,hanzi ndini nda leader mapurisa kuti auye pano yah fb muchitokisi unopinda wega vanhu vanenge vachiombera maoko vakarara kumba

May 27, 2024

Aunt Joy Vanodiwa Nemunhu Wese Vofumurwa Murume Haazi Wavo Saka Vachieiga Face Vanhu Vojamuka

Happy birthday my husband  Madiro andoita munhu wangu kana kuhondo ndoenda πŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒ                 My love you are my everything chero vanhu vachipopotera kukuona i love u my ghost husband Wedzerwai makore akawanda bamwana.Mwari ngaakuchengetei.             I love being your partner.  Happy birthday to the person who has shown me what it really means to be in love. You mean more to me than you'll ever really know. Happy birthday to my love

May 27, 2024

Sibongile Capetown Wekuuraya Murume Takunda Obatwa Nhasi Mubus Avekutiza Otaura Zvakaitika Satan Aripabasa

Chiziviso Takunda Amon Makurumure Zvirikunzi akashaika mushure mukubayiwa ne mudiwa wake nebanga nyaya hombe yakakonzeresa ndeyekuti pakamboenda mukomana ku UK zvakanoramba kunyatsofamba ndobva adzoka akasvikira mumaoko             memusikana musikana akamutambira semudiwa wake but musikana haana kuziva hapana chawuyiwa nacho mukomana ayingoti mari yangu ichiri kuma US, kudzamara musikana azoona kuti hapana iripo ndobva vangonetsana kwakutobaya ayisada kuraya hake asi               ndozvakazoitika mutapi wenhawu akwanisa kutaura ne musikana pabatwa nemapurisa hanzi ati mukoma uyu akandirambisa munhu wangu achinyepa plus anevana 3 ndandisikuzviziva so zvakanditsamwisa zvikuru

40 41 42 43 44