Friday, September 20

Pashata Maitt Vabhogomorwa Kurufu Kwababa Vavo

Felistas akatuka mabhonzo amai vaTinashe ...Akatuka mai vatyra musi uno uyu vakanzi vanga vari pabarika vakafa neaids kwaNgundu...Akatuka mai va Memo musi uno uyu futi achiti vaikechesa 3dollars.Zvikanzi memo musoro ndiNicodimus ;makambu

 

 

 

 

 

 

ndijohani..Akatuka mai vaOlinda vakafa achiti vakahura nemukula vakazvara mukalad dunhu..Akatuka Baba vangu ini Hunidzanaiwa vakafa Kare kuti vaiva hure vakatunda Ngozi  ..Akatuka Patricia kuti akaita mwana nababa vake !!!So what so special about her the list is endless saka ndikoko!

  • Share: