Friday, September 20

Gogo Murata Voti Mukadzi Wemufi Ndiye Anopiwa Chema Pliz Isai Pama Dteails Angu Not A Felistas

Pakafa amai vangu my close friends gave me chema coz I network yangu kwete yababa vangu .Madetails agogo Murata ndoanofanira kuiswa ndochirikadzi ..iwe uchazoisa asekuru baba Priscilla kana vaendawo kwamupfiga nebwe...Cat family is the dumbiest and stupidest family on earth!!

 

 

 

 

 

Maiti tietedzere culture inoti mukadzi wemufi ndoanopiwa chema kwete Giribhet;Elizabeth masocha;international thief felidhongo or Thom jones ava vatova kuita zveumbavha taking advantage of the situation at hand..

 

 

 

 

 

Isu tiri madectactive epafacebook takagadzwa nevanhu..

Kunhamo mai bwanya and church ndova sponsor zvese isvo sviri kugwa nephoto shoot kuti ibude zviri sweet chete...Justice for Gogo Murata ...!!!

  • Share: