Friday, September 20

Madamboss Sister Fungai Opembera Kufa Kwa Baba Va Maitt

Majaira kusataura chokwadi. Kuda kunzi good good for nothing. Kamuchacha atandituka kuti “unoseka Aids yangu vai vako zvavakafa neAids wani?” Why was she bringing my late mom into the fight and why was she lying about her death?

 

 

 

 

Ndozvinoita hupenyu. You will taste the medicine of your own ridicule.Vakwasha vekwaMurata former and current- gadzirai WhatsApp group rema Donations. Mukadzi wenyu akanditukira guva rababa vangu. Nhasi zviri kwenyu. Kamuchacha ndozvinoita hupenyu. Chemesa Kamuchacha.

  • Share: