Sunday, September 22

Fans Haasi Kufara Ne Picture Ra Jahprayzer Na Gemma Zvonzi Vanyaya Kubatana Ngapaite Ma Cm Rufaro Anobzwa Sei Zvinhu Zvacho Zvazvichiitika Ku Victoria Falls Private Wedding

Izvi hazviiti zvachose kuti utorwe mapikicha nemurume wemunhu muri padhuze kudai.Izvezvi Murefu akatogumha tugaro twako iwe Gemma haunyari kuda kumusejusa madii matorwa mapikicha makamira at least 1metre apart ndiko kuratidza kuti une respect..

 

 

 

 

 

 

 

Plus ungashama muromo kudai pamurume wemunhu urikuda kuzama kuita sei?Gemma tsvaga wako murume plus haugoni kuimba hee zhakaoma zhibva zhanyorova.Zhii zhii kudii haugoni kuti zviii here??Pamwe ndovakaridza kumuchato neniwo Kuda nyaya tsveee zvepikicha🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • Share: