Monday, September 23

Mashura Killer T X Oti Anotopinda Mumba Negotsi Azopindura Akati Chandinoziva Iblambi Yake Not Zvese Izvi

Aka handikarambire Kuti kakaromba makamboonepi munhu anotiza mansion achinorara kwaMashwede apa kanofarira kupinda mumba negotsi

 

 

 

 

Zvogona kutaro handisati ndambonzwa kuti ayita girlfriend or kumitisa chaikoMbiri yake yekuda 3sum takaizwa fut

 

 

 

Uyu ndiye munhu arikuburitsa nyaya dza Killer T uyu since akati anemav11 nemasecrets ake nekuti zvekuromba takazvinzwa kare zvekuzoti anopinda mumba negotsi i information ingatozikanwa nemabhishu ake Tanaka grow up

 

 

 

 

 

 

Haa mha ta dzenyu imi zvipoko dai matondivhunza zveblambi yake kuti yakareba sei ndaikuudzai zvekuromba kwake ndinei nazvo imimi mbuya nehanda ndikakuutukai munozvisungirira maita lucky murighost kwandiri munouya feya feya tinopedzerana killer t kana ndichida kumutuka ndomutuka live kwete neghost tsvagai dzimwe nyaya

 

 

  • Share: