Tuesday, September 24

News News

October 17, 2023

Zimbabwean Might Warrior Coach Osungwa Nekuda Kwenyere Dzebere Abata Muka Chibharo Ku South Africa

Zimbabwean Mighty warriors coach arrested!!       He is being charged with an incident touching of the female players during the Cosafa Tournament recently played in South Africa!         Thank you police for doing your jobs. Pasi ne sexual harassment         Nyere is the only thing left with us Zimbabwean men ,nzara tajaira but nyere haijairike

October 17, 2023

Zimbabwean Ngochani Mike Obaiwa Nebanga Mu Joburg Mubhawa Achibva Afa Hama Dzoramba kumuchema

RIP MIKE   MUKOMANA UYU ANONZI MIKE AIWE NGOCHANI MUNO MU SA AIGARA KU JBK ,ANGE ANE 17 YEARS ASATI ADZOKA KUMUSHA KUSVIKA AFIRA MUNO ,AKABAIWA NEBANGA KUBHAWA AKABVA AFIRA IPAPO ,         SO DAMBUDZIKO RIRIPO HAMA DZA MIKE HADZISI KUTOMBOBATIKANA KANA KUITAO HANYA NEMUTUMBI WEHAMA YAWO VARI KUNGOTI HATINA MARI ,UYE VARI KUT KUSHAMWARI DZA MIKE HUYAI NAYE OR KUMUVIGA IKOKO NEKUT NDIMI MAIITA CHINGOCHANI NAYE ,HAMA DZAKE             DZINOTI MIKE AKATIZA KU ZIM KARE HAPANA AIZIVA KUTI ARIPI TAITI TIKAPIHWA NUMBER TIKAMUFONERA AIBVA ATI BLOKER SO KWATIRI AKAFA KARE SO MURI YEZIMBABWE SHAMWARI DZA MIKE DZIRI           KUKUMBIRAO RUBATSIRO RWEMARI KUTI MIKE

October 17, 2023

Winky D Ofumurwa Na Chipo Ku Twitter Akandinyenga Ndikamuramba Izvi Zvisinakuzopera Mushe Nemagafa Winky Haadaro

Ndimi mucharamba here, iti akandiramba pandakamuitira maadvances ekuti andinyenge.         Winky dear wedu womuzimbabwe here kana kut uyu ndewe america coz wekwedu kwasadza handifunge kut ichokwadi         Zvekurambwa zviripo but just know that anaWinky D vakawanda paSocial MediaZidzoro rinenge dende remuroi risina nyama tsek wako namai vako nemakonzo ekumba kwenyu kumba kusina nyama           Ama2k peer pressure yacho haisi yanyanyisa here ?.Vakutsvaga mbiri kune maGaffaNdiani anganyengwa nagaffa ogo ramba ,chero chembere dzisiña mazino ndinotomudao

October 17, 2023

Zimbabweans Havasi Kufara Netuma Ambulance Twaka Donatwa Na Olinda Tusina Shape Senge Body Yake Duri Zvakaoma

iiii zviambulance zvacho ndezvemahara sure 🤣🤣🤣🤣🤣Appreciate effort yemumwe munhu veduweee musadaro.           kumwe kumwe kumaclinics n hospitals hakutorina ma ambulance Inongooneka kuti yakatengwa nevakadzi ikadyuwa imwe , hakunawo here dzimwe dzirinani paShape than dzisina shape semuviri waOlinda           idzi kunge zvimaduri  Ini hangu kunyange tukauya twakadai zvirinani muno hutorinakunodiwa licence nechii futi kuti ndiwane basa reku driver ma ambulance? hanzi anofanira kuswika this weekend ,Rich Aunt said

October 17, 2023

Baba Harare And Gemma Album Of The Year

This one will be the best album of the year kuzvida kana kusazvida ndozviripo         akurova mukomana hake pane 2 iwayo abuda so far haa akagona hake     Baba Harare Ft Gemma Trending Album 

October 17, 2023

Joanah Mamombe Orwa Nemwana WaMunangagwa Izvi Zvaita Imba Take I Attack Nema Armed Robbers Haasi Kuzivikanwa Kwaari

Joan Mamombe Attacked By Army Robbers 😭😭😭😭😭😭 l knew it kuti hazvipere mushe kurwa nemwana wa president hope uri safe waigona kupisirwa         mumba stay away from trouble Joana unoitwa hwa Learnmore jongwe kuti watinetsa eish           Yah pakaipa sure ngaite achidzora hasha vanhu ava Havana kumira mushe vanokuuraya

October 17, 2023

Mai Maketeni Voti Tirikugadzira Movie Based On A True Maitt In Prison Wo

The first day that mura was taken to prison and you were following the truck         It is my wish for mai tt to act a movie of her life so in my preparation I took a video of the Prison vehicle where she was in the other day.             Ashford Ashbragger Chimombe is our winner huya utore prize yako💃🏼💃🏼 but that’s not the name of the movie 😂😂Movie, based on a true story of a prisoner (Mura)

October 16, 2023

Fungai Mutisi Madam Boss Sister Oganza X Husband Yangu Yondipa 11 000Usd

My Ex - Hubby sent me £11 000 - “mowedzera school fees and food for our daughter.” I am grateful and thankful.         I don’t want to testify privately but to just thank and pray for him. Just to remind him my birthday is on Saturday!         Kana ndafa mugoziva haana kundirasa ini nevana nekuda kweDivorce. 🙏🙏🙏🙏

October 16, 2023

Vanhu VeMasvingo Vakuda Kutogara Mukadzi Wa Garry Nhaka

Sevarume vemu Zim tikutiwo the Surviving Brother ngaagare nhaka!!         Rega ndikudzidzise munyori panyaya yenhaka,unoziva here kuti muma family pane munhu akatonzi haagare nemurume zvemakore hobho?         Ko kana mukadzi ane zvekwake zvisingade agare nemurume ukuda bamunini vagofa ini handisi kuti ndizvo zviripo asi bamunini ngavaite mhuri yavo not kuzogara namaiguru semukadzi aiwa bodo             Instead of these men saying guys nyaya yezvipatara zvakadhakwa iyi ngaichipera toita sei murikungofunga nyaya dzekugara nhaka I swear I'm not Zimbabwean mafungiro evanhu vedu so dumb Bro so chuuppiiddd🙄🙄🙄🙄🙄Siyanai nemkadzi uyu plis yu don't know what

October 16, 2023

Dorcas Moyo Muimbi Nemurume Wake Uyo Waakatorera Shamwari Yake

Saka iwe Dorcus moyo ndiye murume wawainzi wakatorera shamwari Yako here ndine shungu dzekuda kuona         shamwari Yako iyeye yawakatorera murume kuti anga ari right right hre pfungwa dzake Aida madzitete guru Ivava ,ende akafitana newe chaiko madzitete guru ava         Ndokusaka ndisinga teerere masongs a Dorcus moyo         Haaaa munhu wamwari apa vakarasika pafair mrume akashata hake 😂😂😂😂Apa achirumbidza Mwari ft haya ngavachingouya havo mwari vacho tavabho pano panyika

122 123 124 125 126