Monday, September 23

Mushure Mekunge Tatelicious Aburitsa Chikomba Chake Chave Kumuroora Zimbabweans Oti Zvinoda Iye Achipunza Dzimba Dzevamwe Yake Takuiputsawo Toburitsa Ma Sekisi Tepi

Mkwasha wenyika #DR_P kungomuka achiti do a live and introduce me to the people 🔥❤️

 

Svitsai #5K love ❤️ and likes 👍 ndiite Live yacho

 

 

 

 

 

 

MUVAONE SEKURU KAGUVI , NO GAME KUSEKERANA ZVIKOMBA🤣🤣🤣

 

VA VECHIKURU but dzine swaaaag hadzo 🔥🔥 but hadzisisina mazino 🤣🤣🤣

 

 

 

 

 

 

Zvamuri imi , musazobvunze zve mazino , ASK ZVEMUCHATO CHETE .🤣🤣🤣

 

Please hama weeeee when I put the live , comment section presai munhu ndichate veduwe 🤣🤣🤣

 

Muudzei Nyika Yese is not happy with the delays , nhai henyu imi 🤣🤣🤣

 

Patience dzangu ndedzechirume , handisisina patience dzacho🤣🤣🤣

 

Another thing ndaka munyepera kuti ndichiri mhandara , saka Comment section simbisai kuti ndiri good munhu 🤣🤣Ndakati pandakabva ku opp handisati ndarara na any one 🤣🤣🤣 and he believed me  

 

But dzinoziva hadzo kuti ndakazvarwa ndiri boys.

 

Pachedu, love you my 

 

#HOMWE_iHOMWE👏👏👏INTRODUCING MKWASHA WENYIKA THE LOVE OF MY LIFE #DR_P ❤️❤️❤️

 

Mungazoti ndikudanana nemurume wemunhu , NO UYU NDEWANGU.❤️🙏❤️

 

BLOOD OF JESUS COVER US PLEASE 🙏 

 

 

 

 

#HOMWE_iHOMWE👏👏👏Congrats Dog Family mava nadaddy vanyowani 😘

 

Sisi Baba Tanya vane calling yetwudhara twechirungu, uyu ari better than Johan ayitaura nezvidhori😂😂😂Zvinoda ariye achiroorwa vamwe anotsiga hari inemoto kti uyu haagari mumbaKkkkk vazodhisipureiwa hre ndaguma kuseni kwavo kuchinzi svitsao 5k muone. Dzedzi vanyowani zvatate hreko ibasa

  • Share: