Tuesday, September 24

News News

November 26, 2023

Zimbabweans In Poland Vochema MaAgents Arikuti Kunemabasa But Salary Edu Haaiti Kuno Tirikutambura Kudya Sadza Uriku Zim Better Vorondedzera

Ndavingwa ku inbox ne nyaya ye poland  My point was kuri nani but not zvekudaro Pakunodzidza go          But kunoshanda it's a no nekuti ivo ma polish anotoenda kudzimwe nyika kunoshanda          Handina kuti hu plumber hauna mari asi ndati iko ku poland hakuna chinhu for foreigners only chikoro unenge wagona but pamabasa its a no           Ma agents arikudyira vanhu mari vachiti ma warehouse jobs ne kuma farm umm munofira mahara hakushandiswe ma Euro            Endai munodzidza kuma University but usagarekoSaakaa hatichaendaako vamaame better kudya heeduu murivooo wedu nemapotato ende futi chinotonhora chinyi

November 26, 2023

Zvavhundutsa Vakawanda Ngochani Huru YeZimbabwe Tatelicious Oudza Mwana Wake Tanya Usandisheedza Kuti Daddy Unonditi Mhamhaa Mwana Haazi Kufara

Conversation with my beloved son #Tanyaradzwa ♥๏ธ๐Ÿ’‹♥๏ธ           He's back from boarding school and we where just talking about kuti paari kuuya kumuchato ngaasanditi Daddy ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ           So hanzi na Tanya ok daddy , dhiri bhooooo♥๏ธ๐Ÿ’‹โค๏ธ‍๐Ÿ”ฅ           I LOVE MY SON , HE IS THE BEST THING GOD HAVE GIFTED ME WITH.♥๏ธ๐Ÿ’‹โค๏ธ‍๐Ÿ”ฅ   THANK YOU #ASHUMBA FOR TAKING GREAT CARE OF MY BELOVED SON , GOD WILL CONTINUE TO PRESERVE YOU AND BLESS YOU , IN THE NAME OF JESUS AMEN. ๐Ÿ™♥๏ธ๐Ÿ™   #HOMWE_iHOMWE๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ       Zvakaoma bu

November 26, 2023

Ketina 2 Days Idzodzo Ave Kuto Complainer Ndine Vana 4 Mazepe Arikunetsa Ndavekutoitawo Depression

May the Lord give me strength veduwee I am drained  I have 4 kids to take care of plus my business I feel so drained, this ain’t a joke prayers are needed even though I’m trying my best MR Mazepe Chishambwe            Arikutoda help professionally Ini ndakukundikana professionals in Ireland help me ๐Ÿฅฒ I feel like yangu yakutodzokawo ๐Ÿฅฒ can someone help him to block all negativity please ๐Ÿ™             Only if you know how loved you are! Appreciate God and your fans, siya kurwa ne Vanhu unosvika Kure! Tavatengera sutu vainda kuchurch natata hope it helps him heal.             I don’t understand why you can&rs

November 26, 2023

Hazvina Kumira Mushe Mhepo Dzemadzinza Dzasimuka Ku Ireland Mazepe Ochema Ndakuda Kudzoka Kumusha Kunemukadzi Wangu Ndatambura

Zvakunzwisa Tsitsi Hazvina Kumira Mushe Ku Ireland Irish Mazepe Ochema Ndakuda Kudzoka Kumusha Kunemukadzi Wangu Ndatambura Kumufunga Ndine Dhipresheni๐Ÿคช๐Ÿคช๐Ÿ˜ข๐Ÿ˜ข         Mhepo dzedzinza dzinenge dzamira dzakabata madziro kuti hauna chaunoita chinobuda then isu toswera kunyepera kuti I depression but spiritually varikurwa newe thst why zvichinzi dzimwe dzenyu nyararai mozotaura mava settled .               Bute ririkudirwa pasi not zvema funniesPawakaenda ku chando wakaudza ani kuti ndokwauri kuda kuenda wakuuya pano uchida ticket rekudzokera ku Africa             Ndaktozviziya kt aka akapedze week kanenge katoda kudzokera kumba haiwawo shand

November 26, 2023

Zvashamisa Vakawanda Tinashe Mugabe Onzi Kuita Senge Chitunha Chagariswa Pachair Avekurwarwa Sezvakamboita Thomas Chizhanje Tatelicious Otaura Zvese

Mahure emuZimbabwe havana nyasha veduweeee๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚   Tinashe Mugabe ainge akasimba fani but kubvira pakaenda viral ne DNA show vasikana vehusiku vamupedza mafuta.Kubva masvotoka chiso kudaro nhai Va Probability๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚             Pfekai Ma condom vaMugabe hutachiwana haunei kuti muri kubuda pa DSTV ,hunokusvotarai๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚           Kubva maita kunge chitunha chagadzikwa pa cheya, PFEKAI MA PLASTIC , KONDOMISE kunze kwaipa uku HOMWE_iHOMWE๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿ‘         Mazuva aakatanga na Aunty Tilda murume anga ari very fluffy and healthy looking but lately arikusvotoka bit by bit.   Ndikasato Taura hapana anozvitaura๐Ÿ˜‚๐

November 26, 2023

Tatelicious Oti Tinashe Mugabe DNA Apedzwa Mafuta Nemhure Emu Harare Omuti Apfeke Macondomu

Mahure emuZimbabwe havana nyasha veduweeee๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚   Tinashe Mugabe ainge akasimba fani but kubvira pakaenda viral ne DNA show vasikana vehusiku vamupedza mafuta.           Kubva masvotoka chiso kudaro nhai Va Probability๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚           Pfekai Ma condom vaMugabe hutachiwana haunei kuti muri kubuda pa DSTV ,hunokusvotarai๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚             Kubva maita kunge chitunha chagadzikwa pa cheya, PFEKAI MA PLASTIC , KONDOMISE kunze kwaipa uku.   #HOMWE_iHOMWE๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿ‘

November 26, 2023

Zimbabwe Yese Yoti Tinodawo Hushamwari Sehwa Maitt And Mai Maketeni Kwasara Vanhu Ve Fake But Izvi Zvinorwadza Izvi

      Hana yangu kani Jeso godo randiuraya Bp kani Jeso . Aiwa Zvirikubuda so sweet izvi Isu varoyi ta mur mur ndafa kani .             In my next Ndodawo chimai maketeni changu . Anyways happy weekend kwacho ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

November 26, 2023

Sandra Ndebele Zanupf Member Opihwa Degree Ku MSU Izvi Zvasvota Vakawanda Kuti Vanongopanana Pacertificate

Musician and dancer Sandra Ndebele graduated with a BSc in Music Business, Musicology and Technology Honours Degree at Midlands State University.She attained a First Class degree.           Much of the marks comes from practicals Ukangoita a member ye part iya kusaita degree kuda funny part madegree vanopanana asi pasina zvozikamwa what's the point๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚What's the purpose of doing a degree in something you already have natural talent in?             Macheso makes thousands of dollars without a music degree. If I were her, I would upgrade myself academically in something that God did not give me naturally.             To me, it

November 26, 2023

Muimbi Greatman Oti Ndaisa Number Dzangu Apo Vakadzi Musazouya Konondinyenga Hazvisi Zvemujolo Izvi Zvasvota Vakawamda Vakati Uyu Ane Drama

Vaye vanogaroti Greatman tokumbirawo # dzako madziona ere idzo. For business only plzz..           kwete zveemujolo mama ZVEMUJOLO wenaa aah ndanga ndakutoimba hangu             Song yekuti zvemujolo wakairova wangu handitonzwi mushe ndikaswera ndisina kuiridza

November 24, 2023

Zvofumurwa Zvashamisa Vakawanda Jackie Ngarande Akarambidzwa Social Media Na Mudiwa Hood Tese Tamusuwa Chokwadi

Jackie Ngarande Kutokusuwa chaiko l hope you heal soon from whatever that you are going thru xamwari ......ndakusuwa         Hana kurambidzwa social media na mudiwa wood    

106 107 108 109 110