Wednesday, October 23

Mushure Job Sikhala Ati Haanei Na Chamisa Akamurasisa Ari Mujeri Tavhunduka Onzi Wagara Uri Mupanduki Wakamboformer Yako Part Ukarasisa Morgan Tsvangirai

Aiwa sikhala now ngaite zvaafunga Chamisa akaedza zvakaonekwa nemunhu wese waniJob sikhala wakangobvira uri mupanduki wakapandukira Tsvangirai ukaita MDC99 yako hapana kwazvikaenda waida kuti

 

 

 

 

 

Chamisa adini azvichekeke nekuti uri mujeriJob akasungirwa pamuromo pake pasingamharwe nenhunzi,enda kuna tsabangu mutisei soo takamirira kunzwa zvichataurwa na vaChamisa.

 

 

 

 

 

 

dai wakangwara Uchida kusunungura vana veZimbabwe wabatana navaChamisa matora chimuti manje urimutengesi.

  • Share: