Monday, September 23

News News

December 25, 2023

Roki Ovhundutsa Vanhu Kozvaatove Ngochani Akutomera Mazamu Sa Tatelicious And Wasu

Roki akumera mazamu or watRokie achaita ngochati tikaramba tichimu sekerera           Nelly Jay Ndikudze yes same na Wasu vakati vada kuitwa saatate           Nelly Jay Ndikudze agara anawo even m hips chaiwo ane chi female structure        

December 25, 2023

Chie Masiziba Atozoroorwa Nemurume Aimurova After Vanyadzisana Pamberi Penyika Yese Aiwa Makorokoto

Chi Masiziba Azoroorwa Nemurume Waakarambana Naye EarlybThis Year Pakaita Hondo             I wonder vaienda kwaari for marriage counseling vainoudzwa kutii chaizvo worse ne drama ravakaita pa that vedio nemurume wake iyeyu ma1 ,marriage counseling yoda muridz to lead by example             Ehe zvirinani kuzororana mese mapedza magames ava zvazvekuparadzaniswa nerufu kwete twu marriage twenyu twenhema twema 2years hameno munenge muchimhanyira kupi mozotanga kutamba hujaya mamumba nxii

December 25, 2023

Maitt Kuenda Kuchikurubhi Konoona Vasungwa Shamwari Dzavo Pa Christmas Apa

Maitt And Husband Gilbert In Chikurubhi Showing Love Kuvasungwa she said                Christmas without your family sucks let’s not forget those who can’t be with their families because of circumstances and boundaries.           Merry Christmas 🎄 to you . God loves you more and he will never forsake you ❤️❤️❤️❤️

December 25, 2023

Pashata Tariro Chelsea Holyten Baby Mama Oudza Kimberly Richards Na Holyten Chinobhururuka Chinomhara

Tariro Chelsea Holyten Music Baby Mama Oudza Kimberly Richards And Holyten Chinobhururuka Chinomhara.         Mwana Wangu Anofarina Kuchengetwa          

December 25, 2023

Zvinorwadza Accident Along Bulawayo Beitbridge Road Driver Afira Ipapo

Accident along bulawayo Beitbridge road ...just by the curves before mzingwane bridge....mawabeni..           Pride transport ...driver died on the spot      

December 25, 2023

Mashura Aya Mandla Who Runs Liqour Store Ouraya Girlfriend Yake Akuriza Achibva Aita Accident Ndokufa

Eish yah mimwe midzimu yevamwe haidi kujairirwa zvaendwaaaaaaa 🏌️🏌️                           I know the guy zvekuti Aida kuenda south Africa idrama akangosvika akaita suicide pabus rekwa inter Africa ranga rakamira akafira ipapo

December 25, 2023

Mashura Aya Mandla Who Runs Liqour Store Ouraya Girlfriend Yake Akuriza Achibva Aita Accident Ndokufa

Eish yah mimwe midzimu yevamwe haidi kujairirwa zvaendwaaaaaaa 🏌️🏌️                           I know the guy zvekuti Aida kuenda south Africa idrama akangosvika akaita suicide pabus rekwa inter Africa ranga rakamira akafira ipapo

December 25, 2023

Ruth Makandiwa Celebrating Emmanuel Makandiwa Birthday Otenda Murume Wake

Happy birthday 🎂🥳🎉🎈🎁 Our Father, The VOICE, Our Pathfinder, Our Covering, our Watchman. We are blessed to have you Our Teaching Priest. May you live long Baba 🎉              

December 25, 2023

Zvinonzwisa Tsitsi Gogo Musalad Vochema Ne Loneliness Vari Vega Ketina Achifara Nevatorwa Ana Mazepe

Gogo Musalad Vochema Vega Pa Christmas          Ayas zvemumhuri zvakaoma Gogo varikumba kwavo vatomboita zvavo live vàmwe vana nevazukuru vane party iiii tisasvitsane pakadai vàmwe varikudemba vabereki ava kuti dài vanga varipo vàmwe muchichengeterana zvigumbu               Ketty imboko zvayo hameno vanomubigger vachiti anenmoyo wakanaka iye achitadza kuda amai vakamubereka

December 25, 2023

Pokello Showing Mwana Waje Na Emerson Junior Mnangagwa Pa Chrismas Chikomana Chakafanana Na Baba

Ko mange maona here Jnr wekaMnangagwa nyangwe zvazvo face vasingade nayo?             Saka zvapachenazve kuti kwakazvarwa chikomana. Homwe ihomwe. Kkkk! Haa gulu vanotamba kisimusi vakazvimbirwa gore rino. Sorry katatu!          

93 94 95 96 97