Sunday, September 22

Mazimbabweans Achiri Akatsamwira Madamboss Zvakaoma Wouya Wopemha Madoolar Kuvarombo Wopedza Wopinda Mundege Wototiganzira Futi Usajairira Iwe

Wabuda zvako mudhabho stori yako wokwenya range rover yako kunanga paEyaport kunokwira business class ndege kuenda mhiri kunge urikuenda kumagirosa.

 

 

 

 

 

 

Isu kana musuwo wendege hatiuzive tajaira kungonanga paMbare takananga kumusha kuGokwe tichizvidyira hedu chibage chedu tichisevha kamari kese..Wouya hako uchimisa mazitaco ako hee ndipei madhora achibvepi???Ndizvo zvatakakushaudhira izvozvo usafe wakazvipamha futi.

 

 

 

 

 

 

 

 

Yawakawana iyoyo kasika kuidzorera๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚ unopa munhu anokwira mandege ma$1 kuti anokwira hke magirst class obva akuvhairirai ftii mobva mauya muchiti anopisa anokuremerai๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚iwe hauziye kna kuair port

  • Share: