Sunday, September 22

But Why Kuburitsa Nudzuu Raamai Pawakabuda Napo Kuti Nyika Iwone Gogo Votaura Ndakamupa Ma zphone Ndomaakatora Asi Handitombokendenge Changu Chakanaka Pane Chake Dorine Chizvionerawo Vaona Moudzawo Vamwe

Gogo Votaura Nudzuu Ravo Rabuda Vochema Ndamutadzira Chii Zvazviri Muphone Yangu Yandakapa Vana Vake Ne Duri Rake Handitombokendenge Pakaipa Imiika 😳😳😳😳🙌🙌

 

 

 

 

 

Problem ndeyekuti vanhu vanosekerera mhuri iyi ichituka mai vayo nezvemubrugwa magumo azvo ndiwaya especially Kettinah vanhu vanomusekerera achituka mai vake imika amai ndiamai. Last time makamusupporter Kettinah achituka mai vake kutomukandira mastars kani hezvo nhasi kwabuda manudes endai futi munokanda mastars.

 

 

 

 

 

 

Chi shiri ichi chiri wrong paku leakisa but iye munhu Mukuru manudes ANO Madiiko munhu ngaaudzwe futi chokwadi! Kurai nyarayiwo sekuru dhotonya vanofarirepi munhu wechirume? Munhu bvuma kukura chasara I pornoGuys chero mubereki atadza zvinengei handifi ndakanyadzisa

 

 

 

 

 

 

mai vangu pane ari kutoti Dai mai vake vari vapenyu chero vane ziso rimwechete Dai achivaitira zvavanoda vana vangani vakadziziswa nemari yechihure kusvika wapedza chikoro kuto enda kuvasty chaiko wakamuka mangwana uchitaura zvekumama hazviko uri vekumama mhani iwe respect your mother chero vakatadza

  • Share: