Monday, September 23

News News

December 25, 2023

Pokello Showing Mwana Waje Na Emerson Junior Mnangagwa Pa Chrismas Chikomana Chakafanana Na Baba

Ko mange maona here Jnr wekaMnangagwa nyangwe zvazvo face vasingade nayo?             Saka zvapachenazve kuti kwakazvarwa chikomana. Homwe ihomwe. Kkkk! Haa gulu vanotamba kisimusi vakazvimbirwa gore rino. Sorry katatu!          

December 25, 2023

Mashura Hazvina Kuzopera Mushe Dj Tawaz Rombe Renyika Oendeswa Kumapenzi Nemusi We Christmas

Dj Tawaz Kupenga kwake was getting Worse by the day kubva zvaakasiwa na Java Life Yake Was Never the same Again.           Sad At His Age        

December 24, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa Nekurwadza Marist Brothers Nyanga John Gotora Ouraiwa Zvehurobwa

John Gotora a school librarian found murdered           John Gotora (42)a school librarian was found murdered and his body parts harvested in a suspected case of ritual murder in Nyanga .             John Gotora (42)a school librarian was found murdered and his body parts harvested in a suspected case of ritual murder in Nyanga .

December 24, 2023

Mashura Killer T X Oti Anotopinda Mumba Negotsi Azopindura Akati Chandinoziva Iblambi Yake Not Zvese Izvi

Aka handikarambire Kuti kakaromba makamboonepi munhu anotiza mansion achinorara kwaMashwede apa kanofarira kupinda mumba negotsi         Zvogona kutaro handisati ndambonzwa kuti ayita girlfriend or kumitisa chaikoMbiri yake yekuda 3sum takaizwa fut       Uyu ndiye munhu arikuburitsa nyaya dza Killer T uyu since akati anemav11 nemasecrets ake nekuti zvekuromba takazvinzwa kare zvekuzoti anopinda mumba negotsi i information ingatozikanwa nemabhishu ake Tanaka grow up             Haa mha ta dzenyu imi zvipoko dai matondivhunza zveblambi yake kuti yakareba sei ndaikuudzai zvekuromba kwake ndinei nazvo imimi mbuya nehanda ndikakuutukai munozvisungirira maita lucky murighost kwandiri

December 24, 2023

Mashura Tanaka Killer T X Wife Oti Bvunzai Guspy Warrior Ndiye Akatanga And Anoziva Kuromba Kwa Killer T

  Tanaka Kumema Killer T X Girlfriend Speaks        Nyaya dzehurombwa dzakatanga naguspy stop dragging my name munyaya dzandisingazive ndozvizivirepi Kuti anopinda mumba negotsi nhaimi             🀣🀣🀣ndisiyei nditambe Christmas in peace abegπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Guspy Manyeruke anopinda mumba negotsiπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚      

December 24, 2023

Mubhanditi Seh Calaz Vomamisa Silent Killer Pastage Zvashamisa Vakawanda

CHAOS | "NGWERE ISINA NJERE" Embarrassed, Silent Killer walked onstage to sit on the speaker as Seh Calaz sang.             In an ignominious fashion, bouncers dragged Silent off the stage. Just keep watching till the very end.         Pazomamiswa Munhu

December 24, 2023

Vunhu Seven Vafira PaStop Honda Fit Accident Along Bulawayo Road

Seven people have died in separate accidents involving Honda Fit cars this week. In the first incident, a fatal collision occurred along the Harare-Bulawayo Road around 6:30 am, involving a Honda Fit carrying four passengers travelling towards Bulawayo on 21 December.             The vehicle collided head-on with a Toyota Aqua coming from the opposite direction, resulting in the instantaneous death of three individuals from the Toyota Aqua, including the driver and one person from the Honda Fit.               Five others sustained injuries, and the police report from the Zimbabwe Republic Police (ZRP) confirmed the details of the accident at the 343 km peg. The names of the v

December 23, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa Muimbi Killer T Onzi Haasi Kurara Pamba Nekuda Kwekuromba Arikudzingirirwa Nechimupurwa

Asi chii nhai chinoita kuti munhu azoromba iye akapihwa chipo chake chiri clean naMwari nhaimi Ku Aspindale           kwahi hakusikurarika Chairman varikurara vachitiza chimupurwa kkkk ma idols enyu ayaka ndachinzwawo kwa bhozhongora musandirove team killer t               Music industry ine sathanizimu ende vanorombera fame,, ndoosaka even ma gospel musicians muchizoona akutotengesa ma souls,, mune mhepo mu music        

December 23, 2023

Zvarwadza Bus Rakasimuka Nezuro From Jo'burg to Harare Rabvira Moto Louis Richard Ma Grocery Ese Evanhu E Christmas Kutsviramo

Worst bus ever, bus rakasimuka nezuro(Jhb to Hre) richifamba richingofa now stuck in Louis rabvira kuma 3am,vanhu vanosvika musiwe christmas apa ndopane grocery re christmas yacho 😫           Guys what can be done kuti ma luxury coaches eku SOUTH AFRICA adzoswe pa road, this is total bs. Pataifamba nana Greyhound taisamboona ndondo yakadai nxaa mhani             Guys ma bhazi aya ese zvawo ezimbabwe anoda kutanga aenda ku Road test zvekudhiza izvi zvamuri kuitaka mapedza vanhu guys it's not oky ndochokwadi , SA government sold also gt involved in this matter ku boarder ngavaaongorore if they r fit kupinda munyika mavo

December 23, 2023

Rest In Peace Zahara Ovingwa Ku East London Sleep.Well Guitar Girl

Singer Bulelwa Mkutukana, popularly known as Zahara, will be laid to rest on Saturday.       The multi-award winning songwriter and singer died on December 11 after a month hospital stay due to complaining about physical pain.           Her family confirmed the 36-year-old had passed away “surrounded by family and loved ones.”         Her East London community, where she was born and raised, on Friday celebrated her life and memory at a memorial service held at the East London International Convention Centre.       Her funeral will take place at the same venue on Saturday, Decembe

94 95 96 97 98