Sunday, September 22

News News

March 13, 2024

Mazimba Nyatsi Hatisisina Zvedu Celebrity Nelie Chitimbe Ori Ndavekutoburitsa Chinena Panze Kuti Muone Zvimwe Zvinozonyadzisa Tavekuoneswa Tupeche Uswa Kuda Kukopa Ana Kikky Na Tytie

CHINONDISHAMISA PANO PAFACEBOOK NDIKA POSTER ZVAKADZIKAMA KUDAI VAMWE VANHU HANDIMBOKUONEI MUCHITO COMMENTER KANA KUISA LIKE ZVAYO           ,ASI KUNGO POSTER ZVISINA BASA AIWA MUNOUYA MAKAWANDA KUNYANYA MY GENDER MURI MHANDU CHAIDZO VAMWE VENYU NDOTOSHAIWA KUTI MUNENGE MABVANEPI COZ PANO NDINENGE NDISATI NDAMBOKUONAI MUCHIISA CHERO LIKE KUNGWARIRA KUTUKA STEREKI ZVAKANAKA HAMUZVIONE, BUT KUNGOTI MUNENGE                 MUCHIRWADZIWA KUTI NDOKUTORERAI VARUME VENYU🤣🤣🤣🤣🤣 BUDIKIRAI PANE ZVAKANAKA VANHUKADZI KWETE KUDA KUTUKIRIRA KANA MUNHU APOSTER ZVEKUPENGA MUSIYEI NEKUPENGA KWAKE KOIMI MORWADZIWA NEI 🤣🤣🤣🤣🤣🙌

March 13, 2024

Mashura Ekusowe Ra Madzibaba Ishmael Vasunga Nenyaya Dzekuuraya Vanhu Hobho Kumbunyikidxlza Vanhu Senhapwa Yosarira Tete Tilda Nekuti ZRP Yaitozviziva Isina Basa Nazo

Madzibaba Ishmael arrested as police raided his homestead at 3 am today, he will appear in court soon. Canaan ya vharwa.Well done ZRP. More on this story tonight on Tilder LIVE ZIM Video credits H-Metro             ZRP yakagara ichiziva nyaya iyi bt vaikonewa we thank Tete Tilda neprogram yavo yakabatanidza police yese vakabata basa this is something elseHaaa nyaya yakafambirwa na tete tilder inofamba               Thanx Tete Tilder nekufumura zvakavanzika this is slavery. Ngavasungwe madzibaba Ishmael vacho vanhu avo ngavabviswe mupurazi vayende kunorarama normal life           Ngaparohwe vanhu vakundandama nekutaura zvekupenga kut cem

March 12, 2024

Tete Tilda Voti Kune Varoyi Vanoda Kupunza Dzimba Dzevanhu Couple Iyi Inofara Zvekuti Zvakaoma Mufunge

Hanzi havana kufitana asi kufitana naye manje netsapfu dzake dzinenge mabhororindo. She has an undeniable crush on aBanda it’s embarrassing. 🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️           Samazi Kamuroyi zvee hauone tsapfu dzacho dzakaomaThis is beautiful😍Unotoshaya kuti Samaz ainyatsorwei pamereji iyi.Hee Mai Banda vakahura hee vakarambwa hee chino.Post after post🙄.             Ndiwe rimwe Zinhikwi iwe.Kkkkk pane pavangasiye gumbo iro vachida tsapfu dzake dzinenge tumusoro twevana vacheche....uye kunge akakura achifudza zvipembere

March 12, 2024

Mazimbabweans Achiri Akatsamwira Madamboss Zvakaoma Wouya Wopemha Madoolar Kuvarombo Wopedza Wopinda Mundege Wototiganzira Futi Usajairira Iwe

Wabuda zvako mudhabho stori yako wokwenya range rover yako kunanga paEyaport kunokwira business class ndege kuenda mhiri kunge urikuenda kumagirosa.             Isu kana musuwo wendege hatiuzive tajaira kungonanga paMbare takananga kumusha kuGokwe tichizvidyira hedu chibage chedu tichisevha kamari kese..Wouya hako uchimisa mazitaco ako hee ndipei madhora achibvepi???Ndizvo zvatakakushaudhira izvozvo usafe wakazvipamha futi.                 Yawakawana iyoyo kasika kuidzorera😂😂😂😂😂😂😂 unopa munhu anokwira mandege ma$1 kuti anokwira hke magirst class obva akuvhairirai ftii mobva mauya muchiti anopisa anokuremerai😂😂😂iwe hauziye kna kuair port

March 12, 2024

Zvakaoma Zvemhuri Iyi Doreen Ochemawo Handidi Kuona Marabha Akabhadharwa Kuti Andiuraye Na Tete Masivanda Kutumira Matsotsi

Mwari ane reson yaizvozvo,regai tigare kumalocation,apo shumba iye chikara ikutoda musoro wangu kunditumira mahit man,nasouru dozvi vavo unouraiswa neweropa.           Mwari achapindira,hapana asisazive pandogara ndichitumirwa mapics vanhu varipaflat.muti kunambuya mamhuno vanemukati mhuno munerima ndati mushoko wakujuja ropa uchihurira kuchengeta muzukuru🤪             Mwari ane reson yaizvozvo,regai tigare kumalocation,apo shumba iye chikara ikutoda musoro wangu kunditumira mahit man,nasouru dozvi vavo unouraiswa neweropa.           Mwari achapindira,hapana asisazive pandogara ndichitumirwa mapics vanhu varipaflat.muti kunambuya mamhuno vanemukati mhu

March 12, 2024

Chokwadi Hatina Musha Panyika Ava Ndivo Vevamwe Vakafa Mubus Raksita Accident Richienda Ku Capetown

Rest in peace Abigail Munyangamira, Sakie Phiri & Roy Nherera.May the good Lord confort their families in a mighty way 💔💔💔   They died in Gamu/Simplex bus accident yesterday- De Doorns             Hatina musha panyika!Rest in peace Abigail Munyangamira, Sakie Phiri & Roy Nherera May the good Lord confort their families in a mighty way 💔💔💔               They died in Gamu/Simplex bus accident yesterday- De Doorns   Hatina musha panyika!

March 09, 2024

Makunakuna Ketina Oti Chasara Tirikuona Muchibhaudwa Munhu Mukuru Munotorerei Ma Video Nema Picture Uchiratidza Mhechee Gongomutoto Gogo Musalad Vanonyadzisawo

Chi shiri ichi chiri wrong paku leakisa but iye munhu Mukuru manudes ANO Madiiko munhu ngaaudzwe futi chokwadi! Kurai nyarayiwo sekuru dhotonya vanofarirepi munhu wechirume?           Munhu bvuma kukura chasara I porno           Kuzoti ngatimbowiriranai after the way she destroyed me Pano she think I can just welcome her back 😂 ngazvipondane ikoko no one is welcome back in my life Nada!               I'm sure amai ndovakutanda botso then botso roaffecter vanaAsi ketty arikutaura chokwadi munhu mukuru manudes ndeeyi

March 09, 2024

But Why Kuburitsa Nudzuu Raamai Pawakabuda Napo Kuti Nyika Iwone Gogo Votaura Ndakamupa Ma zphone Ndomaakatora Asi Handitombokendenge Changu Chakanaka Pane Chake Dorine Chizvionerawo Vaona Moudzawo Vamwe

Gogo Votaura Nudzuu Ravo Rabuda Vochema Ndamutadzira Chii Zvazviri Muphone Yangu Yandakapa Vana Vake Ne Duri Rake Handitombokendenge Pakaipa Imiika 😳😳😳😳🙌🙌           Problem ndeyekuti vanhu vanosekerera mhuri iyi ichituka mai vayo nezvemubrugwa magumo azvo ndiwaya especially Kettinah vanhu vanomusekerera achituka mai vake imika amai ndiamai. Last time makamusupporter Kettinah achituka mai vake kutomukandira mastars kani hezvo nhasi kwabuda manudes endai futi munokanda mastars.             Chi shiri ichi chiri wrong paku leakisa but iye munhu Mukuru manudes ANO Madiiko munhu ngaaudzwe futi chokwadi! Kurai nyarayiwo sekuru dhotonya vanofarirepi munhu wechirume? Munhu bvuma kukura ch

March 09, 2024

Zvinorwadza Zvinoshamisa Zvinotyisa Jarcy Obiirwawo Mwana Wake Ane 2 Months Nemota Iyi Ku Gweru Nyaya Izere first Comment

Gweru why ‼️Hama makadii ndabirwawo mwana wangu uyu muGweru ane 2Months dzekuzvarwa number plate( AFW 6208) number yangu mukaonawo mucheche myb vachamurasa number yangu 0773647689/0712530790 Jarcy motayacho yaenda neside               rekuBlawayo.Iyo ndiyo mota yacho help help guys zvinorwadza izvi🤦🤦Gweru why ‼️Hama makadii ndabirwawo mwana wangu uyu muGweru ane 2Months dzekuzvarwa number plate( AFW 6208) number yangu mukaonawo             mucheche myb vachamurasa number yangu 0773647689/0712530790 Jarcy motayacho yaenda neside rekuBlawayo.Iyo ndiyo mota yacho help help guys zvinorwadza izvi🤦🤦

March 09, 2024

Zvirikuitikawo Kwa Pokello Hazvina Kumira Mushe Obva Nhumbu 2 Iyi Nyaya Yauya Nehama Yepedyo Ichitaura Zviri kuitika Yoyoo Zvakaoma

From Closest source zviri kunzi Sisi venyika zvechokwadi vaive ne nhumbu but unfortunately vakaita miscarriage. Munoziva musi we wedding yemwana wa zodwa she was pregnant akaita miscarriage..               Then paye pakatengwa mota ya mai vake she was akaita futi miscarriage futi.Handwriting yamai Guru .asi handiti vanaye here kakomana kadiki kanoteedzaa newababa vekubig brother vaye saka vanochemei havo insurance yavo vanayo kareZvaaine creche             maassorted kare achavadii vamwe vana nhai.Adii achingosiyana nazvo zvekuzvara izvi apa nezera racho ndokuzozvara mazimkeya kwakuswera achitsvagana nevaroyi vasipo

63 64 65 66 67