Monday, November 25

News News

June 16, 2024

Passion Link Bus Ririkubva Ku Bernard Mizeki Shrine Mevanhu Ce Anglican Church Rabvira Moto Hapana Abuda Veduwe Zimbabwe 🇿🇼 Yakurwadza Iyiiu

U PAKAIPA💔 |  Posted As Received. Listen to the video below for more details.  Pane bhazi ranga rakatakura vanhu veChurch ratsva and vamwe vanhu vakatadza kubuda vakafira imomo. Bhazi iri raive rakatakura vanhu vekwaGandanzara nevekwaSherukuru. Izvi zvichangobva kuitika manheru ano.           Mwari ngavazorodze mweya yehama dzedu dzatungamira kumusha  nekunyaradza mhuri dzasiiva nevadikani.Hapasati pazivikanwa kuti pane vanhu vangani vatsvira mubhazi. Mapurisa akamirirwa kuti asvike.           Diocese of Manicaland ngatinamatei zvine simba nokuti tine vafudzi vari kuchekeresa vanhu kuti zvinhu zvavo zviite. Every year Manicaland ine vanhu vanofa vachibva kuBenard Mzeki.  

June 15, 2024

Vagari Veku Mbare Vopandukira Seh Calaz Na Fantan Muri Ku Driver Mota Dzinodhura Tichijamba Dhooodhiiii Everyday Hazvichaita Pashata

Ndopaunoona anogara imomo achiti sir anemari 🙄🙄musamuudzire panobuditswa izvi toona vatsikitsira pasi manje 😔😔😔Mmh uko kuzviitisa, ndingatoenda kumusha..izvi Bodo.. especially semukadzi hazviiti..this is dirty at it's highest level ☹️Ngavangobata Tawanda aichemera motor achitadza kuchemera service delivery vamumamise kana kuuraya haana basa               Who was running council for the past 20yrs in Harare I heard them saying zanu pf belongs to rural areas then good for you cholera is coming soonPatori nani apo hey. KuMbare kunongodackuti efambeko uzvionere, kana mahara handihare kuMbare, ndinoenda zvangu kwaMujicheeHaa iyo nzvimbo kwangova kugarira nhamo noooo tsvina yacho yanyanya

June 15, 2024

Ko Madamboss Vakuita Seiko Voburitsirwa V11 Ravo Vai Ivo Varikutaura Haya

Saka Tyra anenge arimo munyaya idzi asi anenge achirumira muvhu. Apa arikusimbisa Dorreen kutuka chikiti. Imika anoshandisa vanhu ndokusiyana kwake nachikiti uyu anouya ega akazvimirirara             Tyra kudiiko ko kuti TariUneenderwa kun'anga unei iwe tarisai chinoshamisa?? Madhakabhoyi ako akubuda unopamama chete

June 15, 2024

Two Mbavha Dzafa Dzadzikwa Ne Bus Muna Chinhoyi Izvezvi Hazvisikutarisika Kuita Mince Meat

Two mbavha dzePhone dzarohwa nebhazi munaChinhoyi Street in Harare. The two theives were trying to escape the scene of their crime when the accident happened.   While the other man suffered serious injuries, the other one afira on the spot.           The two males had reportedly taken a phone from close to the Gulf complex, according to an eyewitness. They encountered oncoming traffic while trying to flee, which resulted in the tragic collision.If the Bible say Usabe then you choose to do it somehow ndiwo maconsequences acho iwaya..team renge rachemedza vanhu vakawanda             irori ,pain of loosing a phone ma1 guys unoita kunge watorasikirwa nepart of ur life coz mamwe mamemories a

June 14, 2024

Mukuru Wenhabvu Mu Zimbabwe Ofa Kuru Hazvina Kumira Mushe Bakadzi 2 Kurwira Chitunha

2 funerals for the late Eddie Nyatanga, first wife akuita yake kuMt Pleasant, 2nd wife akuitawo yake ku Borrowdale       AS businessmen and the well-heeled were jostling for seats on a government-chartered Air Zimbabwe plane to Tunisia in January 2004, they were called to order by one Eddie “Mboma” Nyatanga. Zimbabwe had just secured a maiden ticket to the African Cup of Nations finals in Tunisia, the country was abuzz and almost every supporter wanted to go to the North African country.             Thanks to Nyatanga’s coordination and facilitation, a chartered plane was arranged for fans to go and support the Warriors on this historic assignment. As expected, there was commotion at the a

June 14, 2024

Nyaya Yakaoma Iyi Patience Tavarwisa Uyu Ouraiwa Ku South Africa Nhasi Makuseni Nemukadzi Wemurume

*Makadini hama dzeZimbabwe kumativi mana kwamuri ikoko, ndinechiziviso pamwe chete nekuchema chizvarwa cheZimbabwe uyo anonzi Patience Tavarwisa.Musikana uyu aidanana nemurume wemunhu kuno kuSouth Africa,sekuziva kwedu rinemanyanga                 hariputirwe kutaura kudai musikana uyu ashaikira muchipatara mushure mekunge abaiwa nebanga nemuridzi wemurume,asi haasi kuziikanwa hama dzake kut dziripi,saka isai mumagroups akawanda hama yedu iendeswe kumusha motibata paNumber idzi +27843727989*

June 12, 2024

Mazimba Mapindwa Neiko Ku UK 🇬🇧 Uko Veronica Chinyanga Ouraiwa Nemurume Ku Edinburgh Uk

UK: Man Charged Over Murder of Wife, Veronica ChinyangaSudden Death of Beloved Broxburn Mother Shocks Community. –The late Veronica Chinyanga By A Correspondent | Broxburn, West Lothian – The sudden and tragic death of Chitsidzo (Veronica) Chinyanga, a much-loved mother and cherished member of the community, has left the town in shock. The 42-year-old woman, originally from Zimbabwe, passed away unexpectedly on Sunday evening, sending ripples of sorrow throughout the close-knit town.             Police responded to a disturbance at a property on Cunnighar Road, Broxburn, around 7:55 PM. Veronica was swiftly transported to the Royal Infirmary of Edinburgh, but despite the urgent medical efforts, she was pronounced dead sho

June 12, 2024

Mukomana Zvamushatira Atorwa Ne CIO Onzi Hatizi Vana Vako Respect Mukuru

Wicknell we are not school kids, munonyepera vanhu vekumaruzevha not type yedu isusu. We know what’s AI generated and what’s not. We have so many ways of checking. Nyeperai vanhu vari on the ground vasingazive technology that being said, Lewis Uriri             wrote that statement for u. U have no clue whatsoever what that statement means. Your damage control game is wack. More is coming and ndakakubata kuti dzvii. Urikubira vanhu varikuzvitamburira struggling to feed their families and sending their children to school uchitenga bhutsu nema rolls royce nemari yenyika. We are not the CIO or Isaac Moyo that u captured. U have destroyed the whole country with your murky deals. Don’t take us for fullz    

June 12, 2024

Azosungwa Ari Iye Omene Gona Ana Gona Wake

Goodmorning catfamily!   So there is a lady arimumastreets claiming Feli must go to jail here is the story:   Her sister aitamba marounds namai tt you all know kuti mai tt akambotadza kuita pay up so the lady akafurirwa kuti sungisa mai tt vachangobuda mujail , akanoreporter kuti mai tt vakatamba marounds and mumarounds maiva nemaghost names then police ikatora all names aiva mumagroups and called everyone vanhu vakadaira and vaiva kuma different countries then police realise mai tt vakati itai zvemalawyer upihwe mari yako then the lady chaida kusungisa mai ttchete. Akaenda kuma lawyers akapihwa ma summons kuti ape Feli, then she forged the signature as mai tt .Last week she went to Herald , h metro akauya navo kwamai tt kuti she didnt pay her in time she wanted to

June 10, 2024

Vanhu Vakuda Mari Dzavo Shasha Yema COS Ku UK 🇬🇧 Uko Yatorwa Nemapurisa Interpol Mhosva Hairove

A lady named Sharon Chikodzi (pictured) claimed she could provide a Certificate of Sponsorship (COS) for £4000. Trusting her promise, I transferred the money to her account around the end of January. She assured me that the COS would be issued within three weeks and even told my in-law that I was a high-priority case.           However, as the three-week period came and went, Sharon (in pic) began avoiding communication. Initially, she kept postponing the expected date of delivery, providing various excuses. Eventually, she introduced a new condition, stating that an interview would be necessary before the COS could be issued.             Frustrated by the constant delays and lack of clear c

65 66 67 68 69