Saturday, September 21

Ku Cat Family Group Remari Zvobuda Mari Irikuda Kubhadhara Kuti Musikana Abude Akasungwa Ne Ma Summons

Cat family kupusa kwacho moita GoFundMe ne last minute ko makadini kutanga karesaVanomuda zvakadaro nyangwe vakazotukwa ndikoko let them help pamwe tingazorore purizi pamwe tingazorore nyaya idzi ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Kumwe kupata soka,paaita mbiri

 

 

 

 

 

 

yekudonhedzwa nendehge kaipo maikuta konde konde yekubhadharira munhu ane mabhizinisi ese ayo,kuti matrucks nedivi ahh zungairai megaIf kusakwana was people๐Ÿ˜‚๐Ÿ™†๐Ÿพ‍โ™€๏ธimi vanhu mopenga here chokwadi ๐Ÿ™Œ๐Ÿฝmukandiona ndasvika level iri rekuda munhu wepafacebook ndigerei zuda mundirove gwati mumusoro ehhh๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

  • Share: