💔Tinehurommbo💔 kukuziisai kut Tonderai Gwenzi wataitsvaka pamapost adarika azowanika akazvisungirira kuBrits👇👇 tinoti nematambudziko kuhama dzacho💔Hupenyu huri kurwadza guys ndaitomboshoora vanozviuraya asi ndakaxoona Kuti pane nguva yaunombosvik kufunga pfungwa iyoyoDepression is real. We associate mhepo padzisiri. Kunze uko people are suffering in silence. Especially boy child. If vakataura vanosekwaPeople are going through a lot mulife umu xvimwe Kuti urarame mushe zvinoda kutozvigamuchira
Chaunga chamudzikisa pastageAchinyanya dzungu Holly ten a diswa na Fantan pa stage it was a response to dis rake raakaita kuma podcast achiti Zim dancehall yapera abva amhanya ku city sports kunokumbira rurgerero 🤣 obva aunzwa pa stage 🤣 but the performance was not giving fantan ndiye anga achito hyper kuti zviite as usual holy ten with dzungu akuda kuzviita muridzi we program 🤣🤣🤣🙌🙌🙌 ghetto youth rikajamhuka Hatitongwe nemaSalad😂😂vazongodzingwaa haa ma Getto yut anombozvida hre zvechi salad salad kumberi kwavo apa vanga vakanamwa havo ten😂Music yake haisi yekungotomuka kunge benzi kaa . Ano blue tikwa sei vanhu vachitora mavideo thr a seeing e talent th
Bulawayo - A Honda fit driver lost control and hit a tree this morning near Mater Dei Hospital in bradfield suburbs. #thenewsreport
Mai B Madamboss Maid Vo Challenger Boss Wavo Pamhuno
Peter anopindura manje ndozvandinomudiraMhinduro yemunhu akuziva kuti relationship yavo ine muridzi iye angoriwo local player anodyakana zviri paground chete 😂😂 😂😂Peter Moyo speaks 😅...munozonyanya kuda kupinda mudzimba dzevanhu😂😂😂😂 ma commentators
Mweya wenhamo ukuregedzeNdaitoda kumubvunza nezuro kt pane akazombonzwawo nezvake hr after apihwa mota🤣🤣🤣l am glad he is alive
Vanhu vanenge vachipihwa pressure hanzi ndozvishandira idzo mari dzichibva kuchihure neku blackmaila varume vevanhu
The superyacht that capsized off the coast of Sicily this month, in which the British tech magnate Mike Lynch and six others died, could only have sunk because of human error, according to the chief executive of the company that owns the vessel’s manufacturer. It is thought the Bayesian was struck by a downburst – a gusty wind associated with storms – causing the vessel to capsize and sink within minutes. The victims included Lynch and his 18-year-old daughter, Hannah. Fifteen people survived, including Lynch’s wife, whose company owned the Bayesian. “The first thought when I read the news of the sinking was that there was a problem related to the management of the
Tom jones said hanzi kayendeswa kutroma center🤣🤣dai kafa hakana kana basa kamhuka Kaye #followers Makechemu wakawoma saka unenge uchitisa karume kaya veduwe zvino zvowaurayisa chikomba uchayita seyi 🤣 Dhonyo 👉We move👈